guys let's respect masingle mother they go through a lot guys I can witness it[Crying][Crying][Crying]haisi choice yavo vanenge vakarwadziswa veduwee ndarwadziwa hangu sisi murimbwa zvinyoro nyoro
2026-10-06 11:26:35
12
Shingayi Munyaka :
manje ini zvangu kana amai vangu vakasandiudza handigoni kurova amai vangu
2026-10-05 16:22:29
82
Azel cosmetics95 :
mwana Ari wrong
2026-10-06 05:59:14
21
myown496 :
You look like Kate
2026-10-06 07:14:05
0
Memza :
vanhu munomboziva kuti mai wakakosha here weduweee. say hi if you love your mama... ❤️❤️❤️❤️❤️❤️🥰🥰🥰❤️even if she not alive please love her she is ur mama.
2026-10-05 23:30:13
17
Bee bbyLydia :
ini ndatove ne38 yrs handivazivi asi handifi ndakarova mai ndoshandisa mutupo wavo iyowo
haaaa ini nooooo kunyangwe zvidi mai vangu handituki or kurova noooo its a very big case yehupenyu hwose.
2026-10-05 15:46:44
49
kiki :
haaa veduwe mwana ngaangoudzwa Kuna baba
2026-10-06 08:17:58
11
Rufaro JenaDhudhu :
Zvirinyore kuregerera mai vakadai kana usiri musituation yacho zvinorwadza kusaziva baba
2026-10-06 05:30:53
24
florence :
ummm vana mai iitai mushe kani
2026-10-06 09:08:00
3
hairby Tanatswa :
vana mai sometimes we are wrong lets be honest ladies vanhu munongopindura kuti mai havarohwe asi life yekurarama usingazive baba yakaoma apa mai vacho rough
2026-10-06 08:00:06
10
kelly :
anamai musadaro udzai vana chokwadi
2026-10-05 15:21:50
28
one joker :
mai havatukwi sister
2026-10-06 05:55:37
2
mimie :
Dear sis makakwana hr
2026-10-06 06:08:15
7
Rue beauty salon & cosmetics :
mjolo wakatanga kudhara shuwa😆😆😆
2026-10-05 20:35:35
8
thuhe :
ndofunga vakaita nehama
2026-10-05 16:34:45
14
makanakablessed2 :
aaah warasika umwe wangu mai havarohwe..very sory
2026-10-05 18:59:50
29
Mr KD MWASETA :
Mai ngavaudze mwana chokwadi
2026-10-06 07:29:54
9
tinahnyarumwe :
ana mai vakare vaihura kunyara kutaura chokwadi mwana anoda kuziva rudzi rwake kungooma moyo chete
2026-10-05 14:45:11
20
Hot cc :
inini never nyangwe Mai vangu vaka ramba kundiudza Kuna baba vangu it's fyn Mai vangu ndomira navo more life to my mother
2026-10-06 01:11:13
10
mai tanya :
ummm chero mai vandikanganisire sei handituke mai
2026-10-05 19:17:52
6
Ticha Mavhiza :
Mai vari rough avo
2026-10-06 04:42:18
5
To see more videos from user @reallifestories2000, please go to the Tikwm
homepage.