@kukupee2: Kopo speaking #zimtiktokers🇿🇼🇿🇼 #views #highlightseveryone #flypシ #share

kukupee
kukupee
Open In TikTok:
Region: ZW
Monday 05 October 2026 20:15:51 GMT
42629
1299
144
194

Music

Download

Comments

khanyekazi0
khanyekazi kayise :
why do you goto Johanes tomb,is it an a bad omen ?
2026-10-06 10:13:33
0
sauyeyo
SAUYEYO :
tine nharo Kani kopooo[Crying][Crying][Crying]
2026-10-06 09:52:02
1
tsitsisibanda618
Tsitsi Sibanda :
Kobo to the world
2026-10-06 09:41:11
0
ruth7961
ruth79 :
it looks lyk there is secrets behind the scenes
2026-10-06 06:40:43
10
whatmoretinotenda
tinotenda :
chokwad hapavhurwe ndokwandogara ini kwagandanzara pamunatsi apo
2026-10-06 06:29:44
6
tinashemungofa976
Tinashe Mungofa :
sir vanga vakutsvaga rubatsiro but vanhu vaifanira kuvabatsira vaida mari chete
2026-10-06 08:15:19
4
charleswashington305
#աǟʀ-ʟօʀɖ :
Inga sir wicknell vanga vakuita yese yese
2026-10-06 00:11:10
13
prince.shasha0
Prince Shasha :
dvd ndavasuwa😪
2026-10-06 05:51:53
4
sirlinksjokes
𝐒𝐈𝐑 𝐋𝐈𝐍𝐊𝐒 "𝐉𝐎𝐊𝐄𝐒" :
Asi vakaomeswa here
2026-10-06 05:58:28
4
rachealdube143
Racheal Dube :
ini handisati ndambovaona, zvinoita here ndinovaonawo ka one, kuti ndingazodonhawo nendege☺️
2026-10-06 07:02:30
4
carolineyeukaisin
Caroline Yeukai Sinalo :
haaaa Kobo nyaya unodzifambira shame
2026-10-06 07:20:00
6
feyney04
Faiyth Jaycob :
hapana asingazive kuti zvinouraisa, hapakwirwe neasina kufanira
2026-10-06 03:40:33
8
rachelmapata671
menci bea :
ummkaa vasadaroo
2026-10-06 09:28:47
1
steel9224
STEEL :
vanhu ve Saturday now
2026-10-06 03:46:46
5
victoriaverdadn
Victoria Verdad :
may you please enlighten isu hatisi mapostora kuti zvinorevei or zvinoyerei kuenda paguva rababa Johane. some of us are not up to speed nechipostora
2026-10-06 04:12:24
6
ralph.tanatswa.ch
Ralph Tanatswa Chiweshera :
famba mudhara wangu kobooooo kobora kobora
2026-10-06 03:47:19
2
lot.charamba06
Ras Charles :
Ndozvakaita Nature
2026-10-06 05:10:13
4
tayana5041
@Tayana50 :
Ku Saturday kwacho kuyiko vamwe takarasika
2026-10-06 09:30:49
0
jisector
Jisector The Esthetician 💌 :
Kobo aapihwawo mota here nhaim pane zvandikuda kuona [Tears of joy]
2026-10-06 05:11:44
0
benjaminkadirire5
Benjamin Kadirire :
nhai vakobo baba Johane vakavigirwa kupi ndokumbira kuziva
2026-10-06 09:24:29
0
tendaikamukopa
tendaikamukopa :
asi mutumbi wacho uriko hr nai mambo
2026-10-06 03:56:49
3
roqueen
Jenny :
vakatofa vanhu vry sry baba johwani
2026-10-06 08:58:57
1
makas727
makas :
tiudzei
2026-10-06 04:32:01
2
boss.ks11
boss kriss 🇿🇼 :
Boss Kobo munotaura chokwadi masiyana nevamwe ava
2026-10-06 02:18:53
3
tinashepasanduka
Tinashe 😎 :
shocked
2026-10-05 22:16:09
2
To see more videos from user @kukupee2, please go to the Tikwm homepage.

Other Videos


About