Siyai kuparidza mazita evanhu paridzai nyika inamate baba
2026-10-07 16:49:04
0
FATSO MOOKS :
nemi baba gemenzi iro nemaVideo aya haamo mudare raJakobo
2026-10-13 11:32:47
3
mamoe :
amen tinotenda asi isu takakura nguva yekuti mharidzo haiitwe patik tok
2026-11-26 09:07:06
1
murerwathistle :
mazwi anehumambo muimba yevanhu vatema mambo . ndabva ndafunga rimwe verse rakaimbwa nemweya. rekuti idi idi idi richatonge Nyika idi idii richatonge Nyika