sorry dear Sonia be strong ugokwanisa ekunyaradza vana vako ndarwadziwa naJohn thought he is strong but I feel for you 💔💔💔💔
2026-10-08 06:58:56
0
Eagle eye Systems :
be strong little boy I know how it feels 😭
2026-10-07 19:41:03
0
MissPgold :
I went thru this myself n this reminds n takes me back to the days ndakarwadziwa but may God console you
2026-10-08 05:31:47
1
sama :
Very sorry John I feel for you 😭😭😭😭😭😭
2026-10-07 21:05:21
2
nashez :
asi mwari ngavasatipe vana kana vachiziva kuti nguva yedu ishoma guys zorvadza izvi
2026-10-07 20:16:28
13
Rosebet Madzinga :
mwana musiyei acheme apedze shungu dzake kuti ashaikirwa nababa mukamudzindira zvamurikuita asinga chene anozorwara after burial ini ndakazorwara after burial zve 3 good months pliz musiyei acheme 😭😭😭
2026-10-08 03:09:22
3
Maya :
He’s overwhelmed
2026-10-07 21:02:21
3
Vallencia Masunda :
sorry John be strong its part of life
2026-10-07 20:10:05
2
Florence :
Shame ,very sorry boy and girl
2026-10-07 19:48:52
3
miriamshumba362 :
sorry John zvinorwadza
2026-10-07 20:01:01
5
@kelly babes 💕 :
Ndikungochema veduwe
2026-10-08 07:34:30
1
cwtypee :
aaaaa shame ndimi mwari munogona kunyaradza vana ava nkt vnh vànogona kufunga kt arikunyaradza Iwo vachitodzimbira maronda ummm ndanzwà tsitsi ndoizivà pain iyi ààaa sorry
2026-10-07 20:03:58
4
lin mapoe :
aaaaaah zvorwadza veduwee iiiiiiiiih 😭💔😭💘
2026-10-08 13:46:08
0
Donell anashe :
shemu sorry kufirwa nababa achiri muduku
2026-10-07 21:54:40
1
chief tenzi nehoreka :
haa zvinorwadza hazvo
2026-10-08 10:48:10
0
@kelly babes 💕 :
Sorry
2026-10-08 07:34:13
0
Mai stalo :
shame age yacho kn achiti mudiki weduwee😭
2026-10-07 19:49:43
1
Maintakueu1292 :
zvakango oma
2026-10-08 17:43:13
0
Maria Mashava :
yoo zvinorwadza hama 😭😭😭😭😭😭
2026-10-08 06:51:26
0
Lena Beddings :
Very sorry for your loss
2026-10-08 14:16:32
0
mm sibbys :
very sorry vana vamazuvano vanotoziva kuti rufu chii mwari ngaavanyaradze counseling ingaitwa hayo asi vanotoziva kuti sei dady vasina kuona mazuvaano ano it's painful
2026-10-08 06:56:38
0
shylet :
very sorry
2026-10-08 11:46:25
0
sedi@ledi :
And the most painful party is hamuoni baba vako kekupedzisira kuti unyatsogutsikana chaiko kut vaenda ende rufu rwakadai runorwadza veduwe
2026-10-08 06:26:41
0
To see more videos from user @tafadzwafungurani3, please go to the Tikwm
homepage.