pachivanhu ndozvinoitika , munhu anogadzira nzira yake chero bedridden patient inotoziva kuti nguva yakwana, zvavarikutaura it's not new, asi why isusu vanhu tichida kuti kunzi vakaziva nekuda kwekuromba? I understood very well zvirikutaurwa na mr Scott listen carefully