@youngwomen4ed: Hon Scott singing at Wickenl's funeral

YW4ED
YW4ED
Open In TikTok:
Region: ZW
Thursday 08 October 2026 15:32:04 GMT
137071
9666
234
234

Music

Download

Comments

cdechigwida01
VaChigwida :
you can see that he is singing from deep of his heart. Sorry honorable Scort
2026-10-08 19:24:57
619
beyo162
❤️🌹my heart🎀❣️ :
but ndikurwadziwa ini 🥺🥺🥺
2026-10-08 18:47:26
144
nyathinjabulo
Mr N. :
Mr Scott is hurt, it's visible in his expression... Death be proud not
2026-10-10 13:16:12
0
user571pee
Audrey :
Song iyiii ngaitsikiswe
2026-10-08 18:05:15
148
manchesterugirl1
🔐❤️ᴘɪɴᴋ_ᴡᴀ ᴛʀɪᴄɪᴀ Tyno21 🐘 :
Scott akarwadziwa shame💔 🥺 i can see pain in his eyes
2026-10-11 12:31:57
0
hurwanindombiyekanyi6
🇿🇼🦋Marijata 🦋mundau 🌎💥🪶 :
[Crying][Crying]ndin hnku ndikubva kuvedio ravo varikubhora [Crying][Crying][Crying][Crying] sorry Scott
2026-10-11 17:13:42
0
constancekadungur2
mamoe connie :
nyaradzwa boss Scott
2026-10-08 17:43:55
88
psalmistedavid1
Psalmist E David :
It's also a moment of reflecting and revising our assumptions. Unenge uchigaya kuti vana Scott vanhu vanongoita zveNyika. But if you see the passion in his singinging, you see a worshipper. Munhu anototoziyawo Mwari🙏
2026-10-09 02:13:58
59
kelvinmudumeni
The trouble maker :
so painfull. nyaradzwai tatenzi boss scott[Pray]
2026-10-10 19:48:18
0
25toni1
Toni :
udzai magic
2026-10-10 05:56:28
0
tariro396
Tariro :
dai hupenyu hwaitengwa ndaiitsvaka Mari yacho ndotenga hwa sir Wicknel Chivhayo
2026-10-08 21:58:35
36
taurai.takura
Taurai Takura :
sry boss
2026-10-11 11:46:37
0
edwinmahuni103
chodokwenda the great :
haaa mandifungisa muri munational sports stadium muchiimba song iyoyo,very sorry wena.
2026-10-08 17:25:58
49
user4083183325341
davennn :
handina hangu mota kana anything chandakapihwa na chivhayo but andirwadza uyu
2026-10-09 13:54:54
9
princemaredza444
Amir⁴⁴⁴ :
The pain is unbearable 💔.
2026-10-08 20:47:55
7
dallas0190
TAGWIREI PRINCE 🇿🇼 🇿🇼 :
ini ndatozorwadziwa naBoss Scott hazvisi nyore
2026-10-08 20:37:51
29
user4817926244463
[email protected] :
shuwa hre sir wicknell kuenda marwadzisa all people mu Zimbabwe tiriku chema nechiitiko ichii
2026-10-08 21:14:09
6
blessingmanyanga95
Biemanyanga :
very sorry boss Scott vaimba nemoyo
2026-10-09 19:23:17
1
tmahuni
Ms Onah💕 :
apa ndiyo iri kungorira mumusoro wangu
2026-10-08 19:08:58
6
tallypasore00
Tally :
song of the year baba baba baba💯
2026-10-08 18:20:41
19
usermuzhambi
tsitsi :
me in 2050 ndichiudza vazukuru vangu kuti mbinga yainzi wicknel yaipa vanhu mari nemotor vachizviramba
2026-10-08 19:49:31
43
mamo67568
mamo :
Scott is singing nemoyo unorwvesa 💯
2026-10-09 08:47:49
7
prosper.chirimudo
Prosper Chirimudombo :
fambai murugare Sir Wicknel Chivhayo.Masiya sahwira wenyu Honorable Scott Sakupwanya panguva yakaoma
2026-10-08 18:31:21
17
prosper.chirimudo
Prosper Chirimudombo :
Masowe to the world.ndopaunoona testimony yekumasowe apa tikunzwei muchituka Masowe futi
2026-10-08 18:34:59
5
mai.nhanha2
akatendeka :
zvakaoma Sir wicknel chivhayo tichakusuwai
2026-10-08 17:43:20
5
To see more videos from user @youngwomen4ed, please go to the Tikwm homepage.

Other Videos


About