and the Word of God said Arise , ko kana shoko risati rauya wongo simuka here?
2026-10-09 05:16:43
0
Dr tawaz :
makutiiii bhowa chiiiii vanhu vechurch
2026-10-09 10:52:38
0
Meli bea :
Kunzwa Mwari kuno shambadzirwa here? Mbiri ndeya Mwari,kwete Isu vanhu, Why tichizvi simudzira tenga, Tino ona nemabasa Mwari, Zvinooneka zvega, zvichiitika,Prophets are there to edify the church,chete, Ma Apostles Ari pamusoro pemaprofita,Chiwenga may be young Asi mukuru paMweya,Tinga zvirambe Asi ichokwadi.
2026-10-09 12:47:54
0
ndmachy 007@ :
apostle tinokusimbisai
2026-10-09 01:26:35
0
Tom Tom :
makandiwa enda unokumbira ruregerero kana kuchinamata Mwari chaiye
2026-10-09 18:35:18
0
To see more videos from user @word_ziklag, please go to the Tikwm
homepage.