@mutare.gallery: Zvinonakidza vasiri mai vako #zim #mbavha

MUTARE🇿🇼
MUTARE🇿🇼
Open In TikTok:
Region: ZW
Friday 09 October 2026 04:03:30 GMT
75313
1576
503
555

Music

Download

Comments

ancileymukonza
Anciley :
ngatichengeteyi vanamai vedu pliz
2026-10-09 05:20:38
241
chosenjee01
Coco_James🩷 :
That’s a cry for help veduweee😩
2026-10-09 11:04:14
2
s_ugar35
𝕭𝖆𝖇𝖞𝖌𝖚𝖗𝖑🦋| Nailtech :
But why kutora maVideo though amana
2026-10-09 05:50:28
15
silence3416
SilenceC :
Ndarwadziwa asi pamwe kumba hakuna chekubata .
2026-10-09 09:39:52
59
siphatisiwe0
God's grace :
ndarwadziwa mwari komborerai mabasa edu tigone kuchengeta vakatizvara
2026-10-09 12:06:44
12
whosabby2812
who'sabby💎 :
yes it is unethical but ndizvo here zvatinoita vanhu vakuru vatadza..she's a mother, old at that..there's always a better way to handle things ..filming wasn't even necessary .I don't support humbavha at all but i didn't like this ...
2026-10-09 06:54:02
22
kuendey124
kuendey :
u see zvinhu zvacho zvavakuba ma basics ...at least find a heart and pay for her rather embarrassing her like that
2026-10-09 07:53:12
2
bibybiliyati97
Biby Biliyati :
shame,, Mwari tipeiwo Mari yichengete vabereki
2026-10-09 09:19:35
8
auxiliataruvinga
auxiliataruvinga :
Manje vanobatika sei mother ava kana uchida kuvapa something.vanogona kunge vatori neproblem yavainayo yazoita kuti babe😔
2026-10-09 06:18:01
27
angelo89382
angelo :
ehe vatadza bt KO kuzotora ma videos ndokudii
2026-10-09 10:00:29
15
bybit1232
Bee🥰 :
gogo chiii nemi imimi
2026-10-09 04:22:53
9
user5154886065970
user5154886065970 :
iii vasiyei nhaimi
2026-10-09 05:06:23
16
dman86856
Muridzi we ticktok :
Dai ndiri padhuze ndavabhadarira😭😭😭😭😭 kunze kune nzara guyz
2026-10-09 16:00:24
1
elro0004
El0004 :
veduwe, hadzisi here chembere dzekudzingwa muma streets dzichitwngesa zvino nherera vanodzichengeta sei & vanokumbira kusvika rinhi & vachipiwa naani futi????? zvosiririsa izvi, pashaikwa ane mari here apo angovabhadharira havo,Mwari vanoripira🥺
2026-10-09 09:42:59
6
mancube014
Favoured :
may we all take care of our mothers
2026-10-09 05:51:41
1
kidooh.b
massy bae ❤️ :
ummmm weduweee 😂😂😂😂
2026-10-09 05:18:41
0
takupana3
Tk""Ak47😌 :
kumba kuneznara 😢😢😢
2026-10-09 05:36:19
1
sicelesile.ndudzo3
Sicelesile Ndudzo :
hiii veduwe musadaro Mai vakuru vakadai musazodaro ko madii kungovaendesa kumapurisa aposter Mwari akukomborere.handivazivi zvangu but zvandibatawo zvangu
2026-10-09 12:06:38
1
shantelmahuwe
Mamoe wenyu ❤️ 🤩 :
Ummm vana ngatichengetei vabereki vedu
2026-10-09 05:22:03
18
auxiliataruvinga
auxiliataruvinga :
varegerereiwo, maybe she is going through a lot 😔😔
2026-10-09 06:15:26
7
lwaze.sandy
Lwaze Sandy :
ndotengesawo anje
2026-10-09 15:07:25
3
natasharuziwa02
It’s Your Girl Tashae💜 :
Waba hawo but zvinosiririsa 🥹
2026-10-09 06:58:26
3
user3384406118547
Natiebae 🥰🥰🥰🥰🥰🥰🥰🥰🥰🥰 :
zvakaoma hazvo mwari ummmmm pamwe kumba akutorina chekubata itai moyo murefu vanhu vamwari ehe vaba asi maitiro amunozoita
2026-10-09 10:09:04
2
kudzaisheverenga
kudzaishe verenga :
🥺why hana dzenyu dzisingarove kuba chikafu handi inzara
2026-10-09 10:47:01
2
drew27014
drew@27 :
saka mungavatora video hree 😥
2026-10-09 09:38:14
1
To see more videos from user @mutare.gallery, please go to the Tikwm homepage.

Other Videos


About