@djrecent02: #chivhayofuneralburial #chivhayofuneral #wicknelchivhayobodyview #fypシ゚viral #1millionviews

ReCeNt On ThA BeAt 263
ReCeNt On ThA BeAt 263
Open In TikTok:
Region: ZW
Friday 09 October 2026 10:32:49 GMT
334464
5936
108
213

Music

Download

Comments

hardlif.mapfumo
Hardlif Mapfumo :
iyi ndiyo nguva inogwadza veduwe
2026-10-09 18:35:17
11
praisesithole480
Pee💖 :
Zvavo vatofa kwasara isu 😭
2026-10-09 16:20:42
45
kuzivawatch
Kuziva Watch :
really
2026-10-17 09:47:45
1
user7244538148415
Benson b :
Maimbozviziva here kuti weather waimufarira kana kusamufarira but for past days before the Big man died, the day wouldn't pass without either thinking by your self or hear people talking or you talking about this Big Blessed Guy Tarisikirwa seNyika I personally I'm still in deep shock MAY GOD ALMIGHTY FIND A BETTER PLACE for Him.
2026-10-09 20:28:57
18
desmondsamson239
sam@ :
ndiye munhu ayipa vanhu mari here
2026-10-09 14:39:27
16
ashermufarophiri
Mumubea🥰 :
manje hwamanda vachainzwa here
2026-10-09 19:35:41
9
jawbreakerstephen
Stephen :
Nothing lasts forever. Only God knows the end from the beginning.
2026-10-09 12:16:23
11
berthashumbayarer6
Bertha Shumbayarerwa :
Iyi ndiyo nguva inorwadza heyi
2026-10-09 12:32:52
19
guzha2599
guzha :
nhongani tugubhu pasi mhani
2026-10-09 19:17:10
3
user6176531933223
Abitsoe :
Rest in peace sir
2026-10-12 09:19:13
4
carloskamutimbe
Ashe861 :
Pain inG6 mmmmmm haisi boe
2026-10-09 20:46:26
5
dru19870
Dru... :
so sad ,lm in pain shame
2026-10-09 18:35:24
4
shelindamakazhu
Edith 020 :
no more kupihwa mari anamadzibaba
2026-10-11 12:08:51
0
rachealtauro
rachealtauro :
Rip haaa panamwa zvekut vanoda kufukunura kutora goride hamulume
2026-10-09 13:17:50
9
maitreesha
Ednah 😍😘😘 :
Nzira yedu tose
2026-10-09 15:32:06
5
user1118328401712
Annie :
G6 is in pain amana 😞😞 mwari dai vamunyaradza
2026-10-09 21:25:42
6
four.ways.music
FOUR WAYS MUSIC :
rest in peace zvakaoma
2026-10-09 12:39:42
5
tanakagwebere
Tanab🥰y :
😭😭💔💔💔💔 moyo wangu , ndaifunga kuti vakuda kungoona kuti vanhu vanoti kudii asi kana zvandikuona zvorwadza izvii rufu haruna ndajaira 💔💔💔💔
2026-10-10 18:14:24
6
user3568185675196
Its meee :
Kana Mwari vatara hakuna anoramba, hakuna anesimba rekuzvimisa Dai paiva nevanozvigona vazhinji vangadai vasina kufa Kufa murawo wa Mwari asi nzira ndidzo dzakasiyana hadzo Zvinorwadza kugamuchira asi tinofanira kuzvigamuchira ,inzira yedu tose RIEP Sir Wicknell
2026-10-09 19:59:37
6
chikuwa288
mama ru99 :
haaaaa hakuna guva rinovharwa nesugar chokwadi ivhu kuvhu😭😭😭😭
2026-10-09 19:19:08
6
userg.a.p.j
userg.a.p.j :
RIP
2026-10-09 14:45:57
2
user56074031606846
ShellyB :
rip
2026-10-09 21:06:47
1
anishamukazi0
user5714306556994 :
Iiiiiii sure hr weduwee
2026-10-09 18:02:12
4
gwenhure02
faithgwenhure :
ndohwa sendotsva ummmm ndarwadziwa
2026-10-09 16:24:56
4
panaboy128
Pan@boy :
very sorry g6
2026-10-09 15:40:03
4
To see more videos from user @djrecent02, please go to the Tikwm homepage.

Other Videos


About