Mandaba :
But let's be honest here,, Scott said it openly pa funeral kut mumwe wangu ayiziva musi wake wekufa,meaning stop zvipomerwa,,,touya zvakare toti security yake ahuzivi here number yevanhu vaiva ku same Helicopter yaiva nemufi,,,, sometimes pple digs thr own prison sentence,,,, through fake prophacy,,,,, munhu one ndoku dambura vanhu misoro Helicopter ichingo flayer,,, kusvika pa kubuda ne misoro,,,, noooo just common sense,,,,,
2026-10-09 14:56:44