@slymediatv: SHOCKING Esther Chivayo OBUDITSA Chokwadi Pamusoro Pevana Va Wicknell Chivayo na Sonja Misodzi pa Gletwyn: Esther Chivayo Akachema Achiti "Munin'ina Wangu Akandikumbira Kuti Ndichengete Vana Vake" Zimbabwe yese yakanga yakaunga pa Gletwyn, Harare panguva yemariro a Sir Wicknell Chivayo ne mudzimai wake Lucy Muteke. Sisi vake vakuru Esther Chivayo, uyo abva ku UK, akadonhedza misodzi ari pa stage achirangarira nguva dzekupedzisira nemunin'ina wake. Mukutaura kwake kunobaya moyo, Esther Chivayo akabuda pachena nezvevana va Wicknell, John na Atarah Chivayo, achiti munin'ina wake akamukumbira kuti asavasiya uye achengete mhuri. iyi pasawoneke kuti handichisipo panyika yevapenyu. Mhuri ya Chivayo yasimbisa kuti vana va Wicknell ndivo vachagara nhaka yake uye vari kuwana counselling mushure mekurasikirwa nababa vavo mutsaona yendege yemusi wa 30 September 2026 ku Marondera. 🔴 TEERERA HURUKURO YOSE YA ESTHER CHIVAYO MU VIDEO iriku youtube yedu ye sly media tv 👉 Usakanganwa ku SUBSCRIBE, LIKE ne SHARE Sly Media Productions #WicknellChivayo #EstherChivayo #WicknellChivayoFuneral #Gletwyn #ZimNews #SirWicknell #ChivayoFamily #JohnNaAtarah #Zimbabwe #ZimCelebs #VanaVaWicknell See less#shonastories #tiktoklive

SMTV
SMTV
Open In TikTok:
Region: ZW
Friday 09 October 2026 14:56:34 GMT
129414
4336
134
131

Music

Download

Comments

melodymuchie
Melody :
money without manners n respect..this family is quite something so you think Sonja isnt hurting that the father of her kids passed on atleast acknowledge her as well...Sir Wiki ingomukai mungoti it was a prank zvirikurwadza veduwe
2026-10-09 19:14:10
0
quietstrength_zw
nyasha pe :
so if he knew he was going why did he drag Lullu
2026-10-09 18:06:12
74
user6862218121867
Gii :
Ndiro basa rehama kunyepa kuti vana tinosara tichichengeta
2026-10-09 18:35:39
119
tshuxedo
Tshuxedo :
the guy with the umbrella 😂😂😂 he's very serious
2026-10-09 18:33:55
13
user82579257698430
Kylie Ane :
fake love
2026-10-09 17:37:09
104
tariromoyo230
tariromoyo230 :
ungadai wakati my John ndichavapo pavana
2026-10-09 17:05:58
33
laeekasibanda
laeekasibanda :
HE KNEW HEZ END WAS DONE
2026-10-09 19:34:28
1
magnifique2210
magnifique :
the Mum is live and kicking. what's going on?
2026-10-09 20:35:42
1
rhodandhlovu149
Rhoda Ndhlovu :
unovada here
2026-10-09 19:16:12
0
chiheraanesu7
Soft girlfriend 💅 :
baba baba baba johani
2026-10-09 19:04:53
8
rudorwashe11
Rudorwashe :
Sorrii mama indzira yedu tese
2026-10-09 17:31:41
8
slymediatv
SMTV :
SHOCKING Esther Chivay https://youtu.be/Ub-atyKleKg
2026-10-09 15:20:05
6
gigi.com61
1 mbuyatsvuku❤️ :
Havana mai here
2026-10-09 21:03:38
1
evangelistmafa
Tk fashion botique :
Sorry ant
2026-10-09 18:08:42
0
juniordesire49
jnr lll :
aizivq hake music welufa
2026-10-09 17:00:06
5
coockiezw8
CoockieZW❤️‍🔥 :
Mapostori akabata basa by the grace of god
2026-10-09 22:50:45
1
veeak03
veeakim03 :
varikuda Mari dzevana Ava mmm
2026-10-09 18:35:17
10
lucy.manjenjenje
Lucy Manjenjenje :
ndakashayikirwa nemurume mwana ane 2years vamwe tete vakati ndakanzi ndichegete mwana now mwana Ave grade 1 ndakaguma kuvawona kunhamo
2026-10-09 21:38:32
2
kaujebello
123456789 :
Saka uchengete vana dear
2026-10-09 18:10:54
9
luhanga.pee
Luhanga Pee :
Ko hat yaibatirwei manje
2026-10-09 18:23:40
4
shaddy1894
Shaddy Dhliwayo :
feel for Sonja ndoona sekuti pahama dzemurume hapana anomuda
2026-10-09 21:21:21
1
user5166387747810
Chipomoyo :
ungadai wakati my John ndichavapo pavana
2026-10-09 17:30:35
2
estherhadzisa
estherhadzisa :
namie wangu
2026-10-09 21:42:17
0
mona337540
Muvhitori mutema❤️ :
2026-10-09 22:13:23
0
sylviangulube05
Bhae :
sure ayiziva sei😅
2026-10-09 20:11:53
0
To see more videos from user @slymediatv, please go to the Tikwm homepage.

Other Videos


About