@reallifestories2000: #creatorsearchinsights #createsightinsight #viraltiktok tongaiwo nyaya ya tendai atambura uye arikutadza here share and drop your comment please follow us 🙏🙏

MARKS TV
MARKS TV
Open In TikTok:
Region: BW
Friday 09 October 2026 17:12:11 GMT
35076
1907
357
102

Music

Download

Comments

mommy39981
mommy3 :
I hope this store is the same as Mike because sekuru ava vanefunwa dza sekuru Stanley baba va mike wishing you from Zambia
2026-10-11 14:34:04
0
user885930530413
Eusy :
next part
2026-10-12 08:59:25
1
nonoe2015
nonoe2015 :
[Innocent][Innocent][Innocent][Innocent]pano pakawoma hapo
2026-10-11 09:06:09
1
tatetilers
TATE TILERS :
mainn rast come to this family and help please
2026-10-11 06:54:35
1
maduve114
Maduve :
Kurova Mai umm wakaresva 😭
2026-10-09 18:08:08
11
anesudriver003
Queen of the Road💃💃 :
ini mai ndovada kudarika baba hangu
2026-10-09 22:51:09
7
user2813027444037
Milda k :
rasta Dzikamai baba venyu munawo
2026-10-09 17:43:34
15
manjenjenje219
T1 bby ❤️ :
Rasta rovai munhu
2026-10-09 17:55:08
7
user37341199732148
mai tawana :
sekuru ndivo baba ngavatikwanire vese ngavaite moyo wekubereka
2026-10-10 02:55:49
6
user40867857543566
peace :
guys munhu ngaazive dzinza rake nekuti vanhu varikusangana nema problem anoda baba vake
2026-10-10 07:12:58
5
user6829919432383
Mamã Paola Munesuishe 😍😘 :
Aewa mai vakakosha veduwee zvekuti baba varipi ratove drama
2026-10-10 04:15:39
5
chrisphilimonyc33
chanana :
Ari right musikana but aifanira kutaura zvakanaka nana sekuru
2026-10-11 04:14:54
2
auxilliah4
auxilliah4 :
sekuru Kasi ndibaba wemwana uyo
2026-10-09 17:53:04
6
gods.favourite79
Nobody :
chokwadi Mai ngavamuudzi Kani veduwa
2026-10-11 21:41:26
2
kundaimurambiwa
Victry :
kurova mai haisiyo solution hasha hadzibudise chinhu
2026-10-09 19:31:44
5
user9461541240102
zvirevo tafadzwa 07 :
haaa ingudzai mwana baba vake mhani
2026-10-09 20:24:47
3
user543434107610ruru
abbie❤️ :
Cheers to myself pega pega pandinoyenda kumusha i will make sure kuti ndayenda nemwana wangu kumba kwababa vavo tinoto rarako tozodzokera hedu kumba 🥰🥰🥰🥰
2026-10-10 05:52:46
2
user6721587126737
user6721587126737 :
mainini muribhooo good 👍 👌
2026-10-11 08:19:47
2
priviledgemukazi8
mama kabliss :
mwari chero baba vevana vangu vakauita benzi asi ngavandipe moyo wekuudza vana vangu chokwadi
2026-10-09 17:34:22
7
tvrunhare
Tvrunhare :
Aaaa asi on vana amai chii kusada kutaura Chokwadi
2026-10-09 17:46:46
5
nenesongore3
Nene🇿🇼 :
amai ava varikutadza nei kungotaura 🥺
2026-10-10 19:36:33
3
moreblessingmpof7
No :
Pasi narasta pain yekushaya baba hamusi kuiziva
2026-10-10 04:07:42
4
locadiamudodo
locadia Mudodo :
nyarara raster Baba vako unavo
2026-10-11 12:22:07
2
mamox443
mamoe wa orlazie :
security 😂
2026-10-09 17:32:24
2
user31021211961336
user31021211961336 :
sorry Mai madii mangotaura kuty varipi baba vake
2026-10-11 20:31:50
1
To see more videos from user @reallifestories2000, please go to the Tikwm homepage.

Other Videos


About