Ndapota ndokumbirawo song yerumbidzo after a very long struggle of 17 years nhasi ndaane mwana mumaoko🙏
2026-10-10 19:43:52
33
wisdomkasiyakasiy :
😂😂😂vanoti uyu anogona siyayi like pano 😂😅😄
2026-10-12 20:40:52
17
blessing Masoja :
mukoma wangu please do something for me mai vangu vakandi zvara vachibva vafa Handi tovazive kana hama dzamai dzose hapana kana wandoziva[Pray][Broken heart][Broken heart]
2026-10-13 08:23:36
2
ottiliamagaya502 :
iyi song yandibata hangu iyi munogona mukoma😭
2026-10-10 08:27:06
15
prudence shamiso :
ndiimbireiwo yangu bro ndchangobva kurambwa nevana two ,10 yes ndrikumarriage
2026-10-11 19:25:41
2
Nicky :
Mukoma bhoo here in ndine 5kids pandaizvara vanhu vaiti dzinenge mbeva but now vana ava vakundichengeta.vakurwadziva futi
2026-10-10 18:40:01
8
$$@tajchats :
minister yu are so great
2026-10-10 06:52:22
3
Mama Keketso 💞 :
thnx bro,inonzi chii song iyoo yakabuda hre
2026-10-13 02:53:00
0
T Zelembu Dube :
nayo kustatus
2026-10-10 17:37:45
1
loving k... :
sandodzenyu munogona
2026-10-10 09:37:16
2
004 :
bvrrriiiiiii nhasi zvangu
2026-10-10 09:07:16
1
Mr&Mrs Shumba :
Ini ndodawo song ndakavengwa nedzinza rese remurume becz ndatadza kuita mwana