@scotty_on_th3_beat: ANOTHER PROPHECY FROM KOBO TO CDE TUNGWARARA! 👀🔥 Kobo has reportedly delivered another prophecy directed at Cde Tungwarara, sparking fresh discussions and curiosity among followers. What exactly did Kobo say this time? Zimbabweans are watching closely as the story unfolds. What’s your take on this latest prophecy? 👇 #scottyonthebeat
Scotty_On_Th3_Beat
Region: ZA
Saturday 10 October 2026 07:33:08 GMT
Music
Download
Comments
bosslady_pearl :
Hamusi makuzvinyanya here madzibaba
2026-10-10 09:27:49
266
it's your girl Sinako :
ngoni dzenyu dzinongo ratidzwa vane mari chete uuuuuu
2026-10-10 07:46:12
218
mamaweboys :
kobo atowana content
2026-10-11 05:36:03
0
fidza :
vanhu moshora asi muzoti zvaitika moti aaa akambozvitaura muchashora mbodza neichakuzvimbirai
2026-10-10 08:37:59
162
Boss Learn :
zvimwe hazvisi zvekushora
2026-10-10 08:11:17
89
jomo c. :
Kobo to the wewewe
2026-10-10 08:56:12
0
♥️Charie003♥️ :
baba ava vanoda kutsvagirwa basa kushaiwa zvekuita kwakuvakanganisa
2026-10-10 11:54:22
34
EUNICE .... :
God protect Tungwarara
2026-10-11 13:01:11
0
Alexander Mlambo :
prophecy ye economy yedu iri kuti chii na mudhara
2026-10-10 08:55:37
32
Mamo :
Imimi mutaura chokwadi soon zvinenge zvaitika
2026-10-10 09:56:44
13
mroza :
the great has spoken tik tok time moves
2026-10-10 11:01:46
12
teejay :
umm yatova battle
2026-10-10 08:40:29
0
mbuya Aka :
takutokumbirawo kundiso madzibaba please,senyika vanzwireiwo tsitsi madzibaba
2026-10-10 15:55:13
7
amosgnero :
Prof Koko to world
2026-10-10 13:26:48
1
Len mzimbah :
ah zimbabwe here😅
2026-10-11 11:07:47
1
w.j :
Mwari havaite zvido zvenyu baba vakakunda nezita rajeso
2026-10-10 08:29:41
6
Pastor bae💞💯 :
kobo Ari Ku Kobora haasi kuita zvekutamba Ku Kobora kuti koboo
2026-10-10 09:21:56
5
Jk Masivanda :
yoo weee ummm
2026-10-10 08:14:50
2
♡Heavenly♡grace✝️ :
Tungwarara unokoborwa kuti kobo
2026-10-10 08:27:27
7
john Kalonga :
hakuna zwakadaro
2026-10-10 08:26:49
5
tatendandumo :
zvakaoma zvezimbabwee ummm tosvikepi isu
2026-10-10 07:36:43
6
Surppy Official 🇿🇼🇿🇲🇧🇼 :
why prophets vachitaura ABT political leaders😆
2026-10-10 09:15:07
5
Teacher wasina shamhu :
Mwari anongona kungo zvichinja zvamaona mukuru nekutenda anopayambuka
2026-10-10 08:24:50
5
user9367807305165 :
Vakomana kanamuchida mari kumbirai zvakanaka kwete kuvhundutsira vanhu .
2026-10-11 13:04:09
1
bhekilanga :
why muchingo oneswa vanhu veZanu chete....mukupemha nema plan
2026-10-10 19:51:49
1
To see more videos from user @scotty_on_th3_beat, please go to the Tikwm
homepage.
© 2021-2026 TikWM. All rights reserved.