@enie851: Handisi kuti chii kana kuti chii but ndikuti Esther na G6 vakatinyepera pa Rufu rwa Sir Wicknell.

Best Analyst 🇿🇼🇬🇧
Best Analyst 🇿🇼🇬🇧
Open In TikTok:
Region: GB
Saturday 10 October 2026 10:23:48 GMT
345832
12408
615
330

Music

Download

Comments

herberttazvidzwa
Mr mapuranga :
G6 akataura chokwadi
2026-10-10 11:23:44
119
sasha89624
sasha :
Ini ndiri kuUK but haa wig vasikana
2026-10-10 10:53:24
423
mribu97
Jonasi :
chivayo is still alive
2026-10-11 20:23:58
29
rosemarypondo
Grateful :
Munhu kana afirwa nehama yake anoita confusion sometimes yekusatoziva kuti ari kuti chii
2026-10-10 11:17:56
118
userd6pseq3zsj
Mai Erin :
Wig plug momie
2026-10-10 10:49:51
70
tinashemike601
Tinashe Mike :
Beitbridge chaipo helicopter yakadonha vanhu vakararama
2026-10-10 10:50:07
192
maitintin20
Mai Tin Tin :
wigs Aunt aaaa ndodzeku UK here
2026-10-10 12:50:01
28
nosa26584
nosa :
vanhu vose vakapa speech vakazarura hombe G6, tete, Scott even tagwirei ange obudisawo makuhwa [Tears of joy][Tears of joy]
2026-10-10 11:09:08
61
user6638231737250
Iphie :
are we affected senyika guys? me im not ..vanhu kaa mindd your own businesses
2026-10-11 03:47:21
10
wizmatiz17
wizmatiz17 :
Ndiudzirewo Easter kuti ndinomuda asi handina kana cent 😅
2026-10-10 13:28:21
10
lisamuzenje498
Lilly bae😘 :
take your time sis mutiudze zvese😁😁
2026-10-11 12:44:23
5
mthombenirsobukaz
Rolihlahla :
why in most cases you know everything than others sister ?
2026-10-10 15:49:00
11
lucy_maenda
Lucia Maenda :
eeee aichema bhuti
2026-10-10 11:05:22
10
user7756301196842
n mubako :
777
2026-10-10 10:31:12
9
user9360882005415
user9360882005415 :
mmmm mbuya ava
2026-10-10 16:01:11
2
purityyambani7
purityyambani :
chivhayo haana kumbofa I drama rese rakaitwa paye.
2026-10-12 14:52:37
5
machuma48
MACHUMA#1 :
G6 manga mamuona here na president pa dance floor [Tears of joy][Tears of joy][Tears of joy]
2026-10-11 00:45:12
5
brenton.micah
Brenton Micah :
asi vanhu murikushaya zvekuita here siyanai nevanhu siyanai ne family yekwachivhayo kuda ma point here
2026-10-11 15:55:09
5
messy_core61
Shyloosergirl :
DJ ollar ndimadzibaba so mvura yaakakusha pa Chivhayo yakapa Kuti vanhu vataure zvese
2026-10-10 11:46:22
18
nyashagraceco.co
NyashaGrace :
mostly anouraya vanhu ma Helicopter,inyasha kurarama,I witnessed the helicopter yaibva Gonarezhou to Victoria no one survived
2026-10-11 11:36:30
8
mudzingwaevans
prodigal son :
G6 haana kutadza akataura chokwadi
2026-10-10 15:07:35
4
brighton.chirwadz
Brighton Chirwadzise :
do you know the meaning of crashing
2026-10-10 11:59:08
6
masheilssheillar
masheils :
imi munei nazvo kana akakunyepera
2026-10-10 10:57:47
7
tysonnmakapu
Boss Makapu :
kkkkkk haaaa zvakawoma
2026-10-10 10:31:57
6
user9491268136176
user9491268136176 :
g6 ndakabva ndamuvenga ibenzi
2026-10-10 12:05:01
5
To see more videos from user @enie851, please go to the Tikwm homepage.

Other Videos


About