pamotenda vachiwenga musakanganwa kutenda Mhamha Balloti,,she is the one doing good wife and put good sense in VP' brains
2026-10-10 15:55:42
13
Phiri :
why didn't they do it ?
2026-10-10 14:29:56
0
MATMAV :
Munhu anongonzi Chiwenga wese ndomira navo
2026-10-10 18:51:24
21
Jussie :
Chiwenga hake akatendeuka akazviona kuti akabhaiza but i am sure he will rectify
2026-10-10 15:46:09
14
chips :
kana ini ndomira na chiwenga
2026-10-10 18:43:11
10
frodo :
ini zvangu Baba Chiwenga ndovada and munhu ane rudo 🥰🥰🥰🥰🥰🥰🥰🥰🥰
2026-10-11 04:19:48
7
Aya :
Chiwenga wedu😍
2026-10-10 18:55:40
4
nashma :
-dai mwari vatichengetera Gen Rtd CGDN CHIWENGA
2026-10-10 14:15:50
7
user4515757691781 :
pull up Mr Chiwenga president ndaneta kugara musango ndichipemha musha ndinao
2026-10-11 04:23:24
2
Vongai Nhamo :
mmmmm taneta
2026-10-10 15:00:53
2
blessingschigwizu :
vaka protector chiii iwee ngavambopa shirikadzi mari yepa DRC apo ndoo first interview yawo iyoyo kana vachizviti havade corruption.None of them is better.The only people to be trusted are we Zimbabweans not Generals nah. toda vanhu vanobva kuvanhu not ku military.
2026-10-11 05:24:38
0
ndiye :
baba Chiwenga ndovada vane moyo wakanaka kwete vanhu vane hutsinye vese avo vasina basa nevanhu
2026-10-11 05:19:57
1
sitholakhelencube :
VP rakashayi zvigananda
2026-10-11 04:03:58
1
Munya Takaendesa :
takutoda kufamb naGeneral
2026-10-10 16:17:06
1
Magie Mushandu@ :
Mwari ngavatibatsire
2026-10-10 18:43:36
1
@joey655 :
After how long shall that be seen? Is it like the promises in the Bible when the coming of Judgment day is not known! Otherwise ingano chete dzatirikundzwa idzi and individual wishes just creating a further brutal history of ZanuPF
2026-10-10 14:08:24
1
Blamidza :
not to be president
2026-10-11 14:32:04
0
To see more videos from user @johndhiri01, please go to the Tikwm
homepage.