tete ndineo hope dzandakarota dzauya ka 2 ndarota ndirimusango asi ndanga ndiine mhuka dzesango dzakawanda chaizvo tairatidza kuwirirana nemhuka idzi asi mhuka imwe chete ndoyaitaura neni tichitonzwanana mhuka iyi ishumba tete dzakadzokorora ka 2 zvarevei
2026-10-13 18:08:52
2
Sama Dube :
imboisai pic racho reshizha racho
2026-10-14 14:24:11
0
lnnocentFace :
Amen
2026-10-14 14:37:23
0
♥️Charie003♥️ :
iyo sick ine matype mangani nhy
2026-10-14 05:37:57
1
vovo :
Tete ndinoona macomments evanhu vachitenda zvikuru. Nhasi ndauyawo ndokumbirawo help yenyu.. Ndine ma abnomal cells ndakamborapwa but am going back again may.. Coz discharge ikubuda.. But 1st yaibuda yegreen pandakambono parwa zvakapera. Now ikubuda inenge yakaita seYeast infection yellow nyana.. Also bonde rakutorwadza kuita no fellings anymore... Am in S.A.....also zvakatanga pasecond nhumbu they tested me n said maAbrnomal cells pre cancer
2026-10-13 20:10:03
0
Queen Taa :
Thanks tete
2026-10-13 15:36:42
1
the Baddest 💪🤟,🤞🖕 :
tete inn I need to thanks ye key ndaifunga kt zvinomuka zvakaita mangwan chero zvakatora time bt haa I don't wanna lie zvinhu zvang zvakavhurika
2026-10-13 18:22:35
1
Ephraim Mhere :
OK
2026-10-14 06:02:35
0
Dotmund Leonstroky :
maita basa
2026-10-14 05:58:25
0
MujenaLoveness :
my mom 🥰🥰🥰
2026-10-13 15:35:47
0
Dee Blee :
good tete munogona zvenyu
2026-10-14 07:04:06
0
ritumetsiakamelo :
thaxxx tabatsirika
2026-10-13 20:16:04
0
Tyne🥹♥️📌 :
😂😂😂 mmm zvakaoma haa varume avaa
2026-10-13 19:13:16
0
chitova :
ndingafara chaizvo musi wandichakuonai live
2026-10-13 17:45:40
0
Thanks🇿🇼🇿🇼 :
murisei ndinewo problem yezino veduwee ndatambura huro haioneki iyi kubva 2024 ipapa ndatone three days ndisina kana kumbodya
2026-10-13 16:14:06
1
Boss Lodza :
ummmm KO kana murume asina kubaiwa inongodzoka zvakare
2026-10-13 21:10:26
0
lilynkomoe :
koiya yemhopo inorwapiwa nei
2026-10-13 20:43:19
2
skye :
remedy yemunyaviri worked out for me..
ndanga ndatambura nawo since 2015 ..pihwai drink kwamuri ikoko tete ndouya ndichibhadhara🥰
2026-10-13 15:55:59
0
the Queen a.k.a Mai Bhoyi♥️ :
haaa macondom isadzoke
2026-10-13 21:22:33
1
To see more videos from user @fildah_05, please go to the Tikwm
homepage.