@fildah_05: Replying to @lydia.mudzingwa

๐‘ญ๐’Š๐’๐’…๐’‚๐’‰ ๐ŸŽ๐Ÿ“๐Ÿ’
๐‘ญ๐’Š๐’๐’…๐’‚๐’‰ ๐ŸŽ๐Ÿ“๐Ÿ’
Open In TikTok:
Region: ZA
Tuesday 13 October 2026 15:23:39 GMT
58076
5185
171
200

Music

Download

Comments

fadzai269
Trishy :
anoda huya tilaikane izvezvi
2026-10-16 13:21:58
25
mdue343
Mdue :
hie can you explain even in ndebele please ๐Ÿฅฐ
2026-10-14 18:34:49
2
user6357497834353
ma legs :
tete ndine ma fibroids zvino ndikunwa ginger irimumvura inopisa ndane 1 week ndichinwa ndakubuda twunyama twuchena ndomabudiro acho hr tete please help
2026-10-13 16:06:44
4
user6598365774446
mutadzi ngaregererwe :
ndoziva vanhu vachati heee moto touwanepi ini ndakatenga ndiro ye simbi ndinogara nezvihuni netsotso kana ndichida kupisa upfu uhwu ndinoisa twuhuni twakafanira mundiro ndodira twuparafini ndobatidza ndiro ndoisa pamusoro pechidhinha kana huni dzaita twumazimbe ndoisa hangu ndiro yangu mumba ndotoisa hupfu[Pray]
2026-10-14 03:55:10
5
chama62039
chama :
tete ndakaona yekey manheru ndabva ndazviita .haa key ๐Ÿ”‘ ndapa kutenda.thanks tete ndoramba ndichingoita futy
2026-10-18 05:50:45
2
last.born586
the last born :
makadii mama ndokumbirawo kubvunza kuti zvii zvinobuda pazasibpetsoka zvakaomarara but zvinorwadza uye zvinorapiwa nei
2026-10-14 04:57:03
0
prince.chizz.chiz
Prince chizz Chizz Prince :
tete amhun kuzondioa remedy yomunhu wokundibira mari yangu abva andi bloker tete ndinoda adzose hke mar kn kundi unbloker ega angoon kut zvaakaita sandizv
2026-10-20 19:50:37
1
user35480793371814
chihera M P :
tete ndokumbirawo kubatsirwa ndava ne7 yrs mumba nevana 2 murume kana kumbosvika kwandobva ndodawo kt vabereki vadyewo
2026-10-13 18:16:50
2
tendaimutenheri54
Tendai :
nhai Fildha ko iyo ineckles here kkkk
2026-10-13 21:09:05
1
user4161524232367
MNT๐Ÿ’• :
Mom ndibatsireyiwo mbereko yanetsa ๐Ÿ™ mumba haumusisina rugare๐Ÿ˜ญ
2026-10-19 07:00:07
0
kelvin55561
kelvin55561 :
Tatenda Tete
2026-10-20 17:18:18
1
bluefacegerald
blลซฤ“fฤรงฤ“.aka.z๐Ÿ‡ฟ๐Ÿ‡ผ :
ok tete ndini ndatanga ndiudzewo kt musikana wangu anondida hr plz
2026-10-13 15:29:42
3
user9426694491830
My Ronny :
Amen Tete vedu
2026-10-29 14:52:34
1
lluv...mimie
@lluv...mimie :
titende ko munhu ane chikwereti changu ndodii naye 7 months now asati andipa
2026-10-14 12:59:17
1
mamoyo3612
Mamoyo waMhofu :
regai tiite nhaka tozarurirwa tose
2026-10-13 17:08:02
1
user8316186212997
brenda :
tete makadi yenyu ndokumbirao remedy yema twinz
2026-10-14 07:17:27
1
sanebae05
sanebae :
tete ndokumbirao ye cinnamon sugar nemukaka for business
2026-10-13 16:21:44
1
seiillah
seillah :
Thanks tete
2026-10-31 09:11:16
0
dishrepairs
Dee :
ko isu tisingashandi moto zvoita hr pa stove
2026-10-30 22:13:37
0
tynoewamamoyo
Mai nyathi๐Ÿ“๐Ÿ’“๐Ÿ”ฅ :
tete ndokumbirawo remedy yekubata pamuviri
2026-11-05 05:56:46
0
julianamutimuni
Juliana mutimuni :
chokwadi
2026-11-02 08:24:35
0
user9501796688122
masivanda,1995 :
amen
2026-11-03 18:37:49
0
user176306634437
Tawas Mafiosi :
Amen
2026-11-02 09:38:39
0
user8080024281329
SKay aka sarahmanjex :
ndibatsireio zino rine buri hama ndatambura
2026-10-13 15:29:44
0
To see more videos from user @fildah_05, please go to the Tikwm homepage.

Other Videos


About