@maronderacelebs1: Kobo movement

Marondera celebs
Marondera celebs
Open In TikTok:
Region: ZA
Wednesday 14 October 2026 08:21:24 GMT
98776
3317
407
200

Music

Download

Comments

rihh095
Rihh@247 :
Rest in peace Kobo
2026-10-14 09:50:24
38
danielmazanhi18gmail.com
Danny :
mmmm kkkk zvamamanje manje Kobo muri kupisa
2026-10-14 11:03:03
14
doniel13
Doniel :
Charumbira is too abusive zvekuty dhuu we don't tolerate nonsense 😤 😒
2026-10-14 09:51:29
31
voicesandvisionswithemma
Voices & Visions with Emmanuel :
They were not removed from their Chieftainship they were recalled from the Chiefs Council, they can remain and they are still Chiefs of their communities but they were recalled ku Chiefs Council. most people failed to understand kuti recall yavo ndeyei.
2026-10-14 10:52:09
16
trgova84
TatendaGova :
kobo pliz my old brother apa wakubata dzisina zera newe...
2026-10-14 10:43:54
21
shine.flowers76
Shine Flowers :
madii mangoita zvekunamata chte nhai bba vangu, ndakukumbirisaiwo
2026-10-14 09:26:06
26
kumbiraifakazani
Timo Timo :
but this guy Ari kutaura chokwadi chake vanhu kutya kana kutaura nhunha dzavo 15 million people vanotya kutaura nhamo dzavo kutyiswa nevanhu 20 chete Zim chaiyo senyika yavapakaipa tichasvika pakudyiwa nenhunzi chaidzo tiri vapenyu nenyaya yekusada kubatana unity is power
2026-10-14 09:41:20
12
wesleyutedzi
wesleyutedzi :
Kobbo wakurasika manje, saka munhu oita zvaanoda nekut agara aripo. Charumbira inherited the throne after the death of his father in 1992 and the late VP Muzenda was pivotal to his ascendancy
2026-10-14 10:05:28
13
user47441249226870
gidza :
Unofireyiko nhai shamwari yangu
2026-10-14 09:10:42
15
userclyton
Zimbabwe Citizen :
ane fineral policy here uyu can someone confirm for me
2026-10-14 13:36:58
8
kkggdgfyfjd
mother of 3 :
nhema haasiye aifana kuva chief bc chief ndehwakwa Muroyi kwahwakadzokera avo ndevekwedu information tinayo
2026-10-14 12:31:55
6
_eddie61
el-🅴🅳🅳🅸🅴_💨 :
but he ain't lying though
2026-10-14 08:59:18
16
godknows.matova.g
Godknows Matova Godknows :
ndozvakaita Nature here izvi
2026-10-14 09:11:20
12
user5920967618583
kg :
Kobo to the World
2026-10-14 09:24:56
11
user6540392987003
waspa 342 :
Kobo atsamwa
2026-10-14 10:01:19
8
alfredmasiya695
Alfred Masiya :
kohanziiko nhasi kushandisa shure kutaura nhyi wangu
2026-10-14 09:00:48
5
oscarmarenga691
ismile alvarengh :
its bad kuti mambo wese ataura chokwadi modzinga its bad guyz mu ZANU PF macho vauyi futi vese vakudzinga charumbira vacho
2026-10-14 13:38:07
5
muranda86
bishop muranda :
Ummm kobo urimwana
2026-10-16 23:05:02
1
shumbawilliam
shumbawilliam :
chokwadi ipapo mdara
2026-10-14 09:45:54
6
esnath420
Essy🥰🥰 :
Ndoda hangu Chief Neuso vangu from Sanyat
2026-10-15 19:20:40
2
user9728490190496
Rosario :
y are going off limits stick to church politics
2026-10-14 16:24:28
3
alicemasimba651
mancube special :
aaaaa ndobva atofa hake kobo
2026-10-17 19:11:30
2
tepeya.005
Tepeya.005 :
ndichiri mucloud🚁🚁
2026-10-14 18:33:37
1
user2905768546741
user2905768546741 :
Baba mberi nebasa ramwari kwete kudzosehwa pasi nekuda kwevanhu . batirayi mubairo kuna mwari ndinokudzayi baba kobo ndichatokushanyira mudzidzise chokwadi chamwari
2026-10-16 08:48:49
3
andrew.mujawo
Andrew Mike Mujawo :
haaaa mdara kobo yawatanga iyi ndamira newe sando dzako mdara l follow u wherever you go
2026-10-14 17:15:39
3
To see more videos from user @maronderacelebs1, please go to the Tikwm homepage.

Other Videos


About