@nexuszw1: Nexussocial #Heartbreaking musikana ane 19 years mukomana ne 22 years. Vakamitisana mukutamba . Now they are facing challenge yekuti baba wemukomana hawasi kuda muroora nekuti iwo wari kuti hawatambire nhumbu . Yakaitirwa musango. Wakaenda kuDNA but atezvara vachiri kungoramba kutora muroora Mukomana ari kuda mudzimai wake uye akumira naye Mhanyai kwa Tinashe Mugabe.. #nexuszw1 #dnaresults #tinashemugabe

nexuszw1
nexuszw1
Open In TikTok:
Region: GB
Friday 16 October 2026 11:30:00 GMT
38277
1675
107
18

Music

Download

Comments

princessofanfield1
Princess of Anfield :
God please bless this couple
2026-10-17 08:36:03
1
marthamudarikwa
eltonychidamba :
I feel your pain bby gal
2026-10-16 19:59:36
4
gagamu3
gagamu madhuve :
this as a mum pains me
2026-10-17 01:15:18
3
fiona.mutasa
Mzvare :
Who is cutting onion like me 😭😭😭😭
2026-10-16 19:03:34
3
luvhani4
luvhani4 :
Sorry baby girl
2026-10-17 06:59:25
1
abigailmuungani
abigailmuungani :
😭😭😭 so painful mwanangu kugariswa dare pasina kana wekwako a zvakangooma mwari pindirayi
2026-10-16 13:39:43
30
roseguku717
Rose Guku :
wandiyeredzesa misodzi dear Mwari ngavanyadzise vavengi venyu
2026-10-16 12:26:42
20
mothermish
Mai Mishy :
uuum misodzi yangu yayerera
2026-10-16 12:23:58
24
nonoe2015
nonoe2015 :
😢 😭 😢 😭 😢 😭 Ndachema hangu voice remunhu arikurwadziwa.Mhuri iyo mashungurudziro amayita mwana uyo Mwari ave nemi
2026-10-16 13:15:02
30
spiwemutusha
spiwemutusha :
It is well my sister, stay strong
2026-10-16 12:26:38
11
bravoindiacharlie
FarmBoy :
innocent soul...
2026-10-16 15:02:06
3
faree201409
faree201409….. 🇿🇼 :
Shem .. Mwari vanoona havo
2026-10-16 12:21:57
12
maimarshie5
maimarshie :
kutochema hangu 😭😭
2026-10-16 12:52:19
6
gracioustekede
Sokoz :
ndachema hangu kani
2026-10-16 19:52:14
2
eliagostino
Eli agostino :
asi zvakaoma hazvo
2026-10-16 12:25:54
4
patiencechauke01
Pee 🔥 :
shame
2026-10-16 12:38:53
2
user2205722625296
Ropafadxo :
zvakangoomaa 😭
2026-10-16 12:29:07
3
epyy705
Epyy :
mwana Uyo mwari arwadziswa nguva yakareba vabereki musadaro sooo😭
2026-10-17 08:53:35
1
user2290534594829
Harry :
Sorry mwanasikana wangu Mwari komborerwai young couple iyi
2026-10-16 21:26:15
1
mrs.malike
Tatah :
Baba vakaomaava😭😭😭😭😭
2026-10-16 19:44:01
2
viola.mupangeri
Viola mupangeri :
okay
2026-10-16 12:18:13
2
geraldinemakumbe
geraldinemakumbe :
Ivo vakaita sei kuti vavepo
2026-10-16 12:21:18
2
jessythebossylady
Alpha lady :
she is so soft,i love her
2026-10-16 16:14:07
3
mrs.ngweny
🌹 Rose n Tawana :
hamusi kuiziva pain yekushungurudzw ne tsambara futa
2026-10-16 19:54:57
2
addsome610
Promise chabaya :
vakati tinorwadziswa shem
2026-10-16 13:36:53
2
To see more videos from user @nexuszw1, please go to the Tikwm homepage.

Other Videos


About