@killertofficial1: Kune vose vakafirwa nevadikani vavo, vane shungu mumoyo uye vasingakanganwi ndangariro dzavo. 🥹🕊️ Dzimwe nguva mimhanzi inotaura zvinotadza kutaurwa nemashoko. 👇 Nyora kuti “IVAI NENI 💔🕊️” kana rwiyo urwu rwabata moyo wako 📍 📅 7 NOVEMBER — THE COUNTDOWN IS ON⏳ #fyppppppppppppppppppppppp #zimtiktokers🇿🇼🇿🇼🇿🇼 #zimuk🇬🇧🇿🇼tiktok
killertofficial1
Region: ZW
Saturday 17 October 2026 09:16:44 GMT
Music
Download
Comments
❤️🥹feyi chairman 🇬🇧🇿🇼 :
Killer t wank ndiri 1🔥🔥🔥🔥cant wait 4 the album redu Isusu shasha🥰
2026-10-17 16:57:19
7
Freddy Simango :
Chairman mopedza
2026-10-18 07:25:44
0
❤️🔥💜SWEETLYNA 💓🔐🥰 :
Handimirire kuudzwa kuti killer t anopisa 🔥🔥 Chairman to the fullest ❤️❤️❤️❤️one my favorite artist anoita kuti ndigare ndichisekera uyu vengai mega 🙌 zvenyu ini hndidi naye mhani
2026-10-17 16:50:25
10
Deejay Tatu Makariba :
killer T ndiBaba ava tamirira album racho bro
2026-10-20 10:32:15
2
Zeros1 :
Haa hama ndukudawo colab namukoma vangu ,masong avano imbaa ndikayimbawo navo l wont disappoint
2026-10-26 18:03:57
1
ackykays :
Its a hit
2026-10-31 20:34:01
0
baba juju :
chibaba ichooo
2026-10-17 09:23:26
1
philanisibanda712 :
ndibaba uyu
2026-10-23 23:10:18
0
cool :
chibaba
2026-11-01 18:08:56
0
PK DESO :
mapedza
2026-10-24 05:45:15
0
Coññïẽ🤍🔐 :
hopefully tiri kushanyira hama dzekwa mai😩
2026-10-18 06:28:54
1
jetafatsoe :
Living legend MAPOPOPO
2026-10-17 09:20:27
0
Star bwouy :
lvai neni✅️💯🐐
2026-10-17 11:55:44
1
Donnyt :
Shasha
2026-10-27 09:01:55
0
🥰KillerT@Shoshoe💝 :
Killer T wangu ndega 🔥🔥🔥
2026-10-17 11:14:16
1
Ola:Dube I love you all gys❤🙏 :
2026-10-25 07:58:25
0
Zeros1 :
chokwadii hamunyepe mukoma ,ii hamunogona mukoma
2026-10-26 18:03:08
1
LIGOS J3 :
shasha
2026-10-24 10:41:14
0
Bena tee love Chimomore :
zviri Cy Hama yangu
2026-10-22 20:45:32
0
Keith Marimba :
ndibba uyooo
2026-10-22 18:18:20
0
🇿🇼gugue🇿🇼 :
chairman forever 🔥🔥🔥
2026-10-23 21:23:19
0
Queeñ :
haaaa chipo ndechenyu mukoma
2026-11-04 15:14:12
0
@M.MANZILDHA✅️ :
1SHASHA👏
2026-10-28 11:40:10
0
Alisha :
2026-10-23 12:11:50
0
Mampalah :
shash
2026-10-17 09:25:54
0
To see more videos from user @killertofficial1, please go to the Tikwm
homepage.
© 2021-2026 TikWM. All rights reserved.