ini ndaigona chikoro zvekurevesa asi ndokubva ndatizira gore randaifanira kunyora form 4 haa ma1
2026-10-17 19:53:07
572
lindah mupeta :
saka baba unovatukirei 😃😃
2026-10-17 18:41:46
926
elderchamu :
Life 😭
2026-10-17 17:21:57
580
rudeboyatschool :
apa wanga uchitaura chokwadi😅
2026-10-17 19:28:47
660
ice#75 :
fact[Embarrassed][Embarrassed]
2026-11-22 12:55:00
0
Treasure mukundiwa :
God bless you bro
2026-11-20 18:24:40
0
@triggerthademarco^ :
Ita kuti pa Aunt Agy😅
2026-11-20 18:14:21
0
kayaks2407 :
ndogara ndichizvitaura kuti kufoira chikoro azvireve kuti ahugone , unofoira chikoro wopasa hupenyu or kufoira hupenyu iwe wakapasa chikoro , Ziva zvauri munhu nguva dzose be someone with Self determination , will power and self controll, ndiri makanika asina kana 'O' level hake asi ndirikugadzira mota dzikufamba everyday panzira kutakura vari kumaColleges , ziva kuti pane Practical and Theory thats life☺️,
2026-10-18 07:51:15
130
Pardon Chaambuka :
soo deep bro
2026-11-20 20:22:26
0
Sir Ano :
"Ndaisava wise muclass asi pakutsvaga nditi street smart..."
Winky D