same applies nezvamuri kutaurawo baba, mhuri dzinosiyana. what worked for you hazvirevi kuti it'll work for the next person. kune vari kurambidzwa kuenda kumabasa uku bcz of zvavakanoita ikoko nezviri kuitika. Kana zvedu zvabudirira tendai Mwari. Let's just not be blind to the other side of life, we should be with those who tried zvikaramba
2026-10-30 16:04:32
5
Chamisa Haaitonge :
true lecture bro
2026-11-06 19:00:07
0
NyarieM❄️ :
Well done bro …you are a good man
2026-10-19 08:19:41
93
userbrenda..24 :
l want to appreciate my husband, akandiendesa kuschool ikozvino ndakushandawo
2026-10-30 14:36:37
14
Russell Rascoe :
Ndadzidza something thank you
2026-10-31 19:46:42
6
Job Mwanamunyama :
kkkk ndina Joshua na Baba Gire vari ku supporta zvauri kutaura
2026-11-07 13:35:23
0
Sekemutema99 :
Ma Guard ese echidiki dai Mwari warangarirawo basa rawo rinodzikisirwa zvisingaite and ndafara mkoma nekusatyira mudzimai wenyu kuenda kubasa❣️🫂🙏🏻
2026-10-18 14:19:38
122
leomad💝 :
ichava nhoroondo kana ndasimudzwa naMwari kubva muguruva🙏
2026-10-18 13:53:34
47
Tees :
my first time but l love your story
2026-10-18 17:03:51
26
mano :
Vaudzeiwo vana vedu ava. ini first born yangu haitodi kuita mwana nekuda kudya mari yake ega
2026-10-19 07:07:59
7
Tate :
Ini l thank God for my husband .
2026-10-20 06:06:08
9
SnowflakeRacheal🌺 :
manje I know someone akabva atoti siya basa uchengete mwana ini ndini baba nditsvage basa😂😂
2026-10-22 09:27:34
7
Nokue Nsingo :
May god bless you with your family bro
2026-10-19 04:24:57
32
julietmagombe :
ndovarume vakarairwa ava vanoziva hupenyu .may God bless you my brother
2026-10-20 07:25:14
7
Lennoh :
you are a good man.keep on loving your wife and not allowing your family to decide what to do
2026-10-19 09:26:29
8
💞Happymomdiaries🥰👶 :
data rangu rashanda zvinemusoro God bless you bro
2026-10-22 07:15:18
13
soko :
Mwari vakuitirei zvakanaka
2026-11-02 06:00:05
2
matilda dadi Madzataike :
l salute varume vano support vakadzi vavo
2026-10-19 21:47:40
7
Madam Boss :
keep on guys
2026-10-19 07:12:16
3
MAMA ATTY :
very true broo
2026-10-24 05:05:09
1
user702429706748 :
say that again
2026-11-01 05:39:05
1
mancue :
profound
2026-10-21 14:10:38
1
mercy mafara :
genius
2026-10-29 13:37:48
1
Mai Nakiso :
you are a wise man vashoma vakaita semi
2026-10-21 06:55:18
1
To see more videos from user @theo40322, please go to the Tikwm
homepage.