umwe anoti hie and then womuti hie obva akuti ndiani. Like seriously [Innocent]
2026-10-19 13:54:12
12
Lyn :
so true ndakazotsiura umwe munhu opposite gender kungoita ma video kol ko did u communicate if im in a space to take it uumh .wotoshaya kuti munhu akakwana here
2026-10-19 06:18:12
6
Leemunah99 :
Kozoti kungonzi you were mentioned you were mentioned [Muted rage][Muted rage]
2026-10-19 08:45:22
2
Ruthtakudzwa :
well said. We should learn when it comes to communication because we really dn not how to. 💯
2026-10-19 07:03:39
1
@serenly💗 :
for example ukati hie unoda kuti ndidaire kutii kana iri first time yako kutaura neni unless its a reminder on an unfinished topic or business........inin mungatofamba muchiti ndodada zvenyu
2026-10-19 07:36:48
6
Bubbly Bee #05☺️🥰🤩🙂🥰😍 :
True🥰common knowldege is not common
2026-10-19 09:22:29
2
Correctional Putin🇿🇼 :
kozoitawo vanhu vanofona na 12 midnight ah tsiurikai veduwee
2026-10-19 04:33:05
5
Lenon E. Munetsi :
munhu kungobata fon..atove ku gallery ..uda kuzama kudii 😄
2026-10-19 04:37:36
13
Cybelerue :
pama WhatsApp groups apo maitabasa because eeeh unotoona wakandwa mugroup apa zvinhu zvacho zvikutengeswa hauneiyi nazvo
2026-10-19 08:25:48
9
JSeke :
Very spot on, especially the Hi then silence. Dai tichingodzidzawo to make our lives easier
2026-10-19 07:15:16
1
Sandra Sabeta :
Thank you Ma'am
2026-10-19 07:00:49
1
mama Aku :
yes panyaya yekusheya number yemunhu without their concern pataurisei ipapo vanzwe.aaah its so boring
2026-10-19 14:37:19
5
seke :
Well said!pama business hours mupadzokoredze vanyatsonzwisisa 😅
2026-10-19 06:20:57
2
Portia :
shoko ngarifambe Chiremba💯
2026-10-19 05:53:41
3
charleneswels :
2026-10-20 10:52:18
1
Mama Bailey :
Ndabva ndaita follow...sekungo aadwer mugroup rausinei naro aaaah ini handizvide ini..
nevanoti kungoona uri online nyaya dzacho dzisina basa
2026-10-19 18:22:27
1
Marj | Legacy Wealth :
message itsamba, nyora zvese ka1
2026-10-19 08:49:48
1
Nashbae :
mavengero andoita msg yakanzi Hi
2026-10-19 15:20:35
2
Miss_vee🦋 :
ichokwadi
2026-10-20 07:32:47
1
Tinie💞 :
Business hours😪😪 unofonerwa pakati peusiku with an enquiry inoda uriku office
2026-10-19 09:34:42
3
mashbae :
Ko yekungo visitor usina kutaura uye kungouya padiki padiki zviye zvinobhowa muchazoitaura here Doc ❤or haipinde padzidziso dzenyu?
2026-10-19 07:12:11
2
MadamD :
iri lesson ranhasi roda ma episode akati ooh😂😂 senge vanhu vanogovera ma number hayiii no mhani
2026-10-19 11:11:12
4
To see more videos from user @dr..e..m, please go to the Tikwm
homepage.