panyepewa hapo, there is no righteousness without Christ. There is a difference between kururama nekuvamunhukwaye. Being a good person doesn't translate to righteousness.
2026-10-19 16:29:47
1
Zeela :
Rabbi the teacher
2026-10-19 16:51:18
0
Zvoto zvine Mazera :
Nhema idzo, baba Johane haana kudaro akati baba umwe anonzi baba mai vamwe ndiamai kana mawanda mava madzibaba nemadzimai simple
2026-10-19 10:24:56
4
Tsepang Bima :
was waiting fir this
2026-10-19 10:47:04
0
Blessing Chinz :
hamuna kana mweya boys mimi. [Tears of joy]
2026-10-19 16:39:26
1
Timothy :
ini hangu naivanamukomawangu ainzwa ngoni zveidi . ndozvimwe chete zvsarikutaura zvaaitaura achiudza nemweya wamwari. izvi zvandirikuta azvizvitaura tirimumba kwete muchechi achitidzidzisa hake akafarisa . unforturely he passed away i missed him a lot.
2026-10-19 17:16:10
1
Thenjie :
tayenzana baba wedu totenda nedzidziso
2026-10-19 13:25:25
1
Flackson Bhero :
Baba Jowani
vaisadaudza kunzi Madzibaba
vainzi Baba