I always tell my gf kuti if you can't afford kujusa dollar mufoni Yako kuti undifonere ...then you're not ready for a relationship
2026-10-19 17:12:23
127
impress :
aah its part of his responsibilities
2026-10-19 17:26:02
27
Ropa wekwaNyamapfeka👌🫶 :
l hope vamwe vasikana vanenge ini vari kudzidzawo ....tiri kubatsirika
2026-10-19 17:27:24
77
Sammy’s Beauty spot :
Mwari ndovanozongopedza ma sports coz you can do all that and be all that but munhu munhu anozongoita zvaanoda we have seen men who had nothing pavakazovewo parinani vakasiya vakadzi haaa lets all pray for Grace
2026-10-20 07:35:20
25
userldahhannah :
ko mukomana waudingatokumbire zvese izvozvo BT hatombofungewo kkuitirawo something chero kutanga airtm yedollar zvayo , pamwe pacho ndinenge ndisingaite marii yake BT ndochida kuonawo KT chero tazogara tese vachazovawo Baba vakadiiiii
2026-10-20 07:02:30
13
keideny1@ :
thanks for the advice father
2026-10-19 14:35:52
28
Nyota. :
ini ndine problem newangu musikana buh i don't know if ndriin ndri wrong..... my story goes like this, ini ndinoshandawo kabsa kanopa mari kangaite 180- 200 then iye anoitawo rako rinopawo kamari kadiki bt musikana haana kana plan yekushandisa mari apa hama dzake dzinova sisi nana bhudhi vanomudyira mari shoma yaanowana iyoyo munaJune ssi vake vakamukumbira $45 vachiti ndoda kuwedzera order yangu kumusika wavo bt havana kumudzorera the following month vmwe bhudhi vake vakamukumbira $50 havna kumudzorera.... last month bt1 takanetsana mushure mekunge andti nditengerewo mafuta ekuzora waive musi wa4 apa iye pay yange yabva kuuya musi wa1, ndikamuti ska papay yako hauna kukwanisa kutenga mafuta zvikanzi mari yasara ishoma ndikati ko imwe wakaisa kupi tione zvawakatenga ndokutsika-tsika ndikabva ndatenga mafuta aya ndikanyarara then last month akati ft after 5days abva kuwana mari yake akati bbe ndirukisewo ndikati ukuda marii,ini ndichibvunza i was thinking kt maybe ashoterwa akabva ataura mari yaakataura ndikamuti ska iwe watadza kuzvirukisa hr or watadza kt ndikwanisirewo mari yangu ndirukwe asi imwe wakaisa kupi akabva ati imwe ndatumira mhamha ndikati wagona wani saka wavapa marii uye iwewo wasara nemariii akabva wataura mari yaainge asara nayo apa yaive shomasa ,ndikati ko imwe irikupi akatsika-tsika ft ,ndoma ndamuti yangu pay yakaita bt handisati ndanotora kubank ska chirukwa neyaunayo then ndokupa ndanotora akabva arukwa that day.... ska aaah hameno maybe ndini ndri wrong phone yaari kushandisa ndini ndakatenga hembe zhinji dzake ndini ndakatenga iye haakwanise kuzvitengera hembe coz for the last 3 month hana kubvira azvitengera hembe zhinji dzakanaka dzaanopfeka ndini ndakatenga
2026-10-19 22:31:41
18
Latty :
at least handikumbiri munhu wank mari
2026-10-31 02:22:44
5
luvaboy25 :
Yah pataurwa chokwadi apa
2026-10-19 17:34:01
24
ezinkulu5 :
tinodzoserwa mashure nemarombe ema baby
2026-10-21 00:56:59
5
brian@mutasa :
amen girls re u thr
2026-10-19 17:17:54
12
kukue❤️🌻 :
Ndadzidza
2026-10-19 15:04:56
14
Chroma welders :
l hope X wangu Queen ariona video iri
2026-10-19 16:59:55
15
Nigel Oceanz :
🤣🤣🤣hnzi kusvika wakutoda President 🔥🔥🔥🔥
2026-10-19 17:05:43
15
Faey95 :
zvino isu varimumba vanotoda kubva kusalt tochiti kudiiii😂😂😂aah imi baba vangu Jesu vakati a man is a provider zvichibvigwa izvozvo zvekut zvese aite ndiri helper kumupa maideas ekut mari iwande atenge magunanz😂
2026-10-19 17:34:37
19
Sleek :
Pastor...vanenge vachiti you have to prove that you will be a provider😂😂😂
2026-10-22 05:15:53
6
Tinashe Chimonyo :
Baba vane dzidziso ava but the sad part is that vakadzi havafe vakada kudzidza..They will become defensive yet noone is attacked but its jus kudzidzisa
2026-10-22 17:41:43
5
To see more videos from user @promisetchikuni, please go to the Tikwm
homepage.