@anesukudakwashe6: #onthisday

🩺Executive Rambanai 🩺
🩺Executive Rambanai 🩺
Open In TikTok:
Region: ZA
Tuesday 20 October 2026 06:20:46 GMT
21037
666
40
127

Music

Download

Comments

:
sry kwacho vanhu vese vandakarwadzisa nanhasi ndichiri kungombeya 🙌🙌
2026-10-20 08:01:09
5
:
iiiii ndakazviita imi ndakunyari imi kkkk
2026-11-24 04:47:36
1
:
Sorry hako Stephen ndakakurwadzisa ndchida kufadza tendai akazongondisiya nemwana
2026-10-20 06:44:47
3
:
😂😂😂😂😂 sorry zveenyu 😁😁😁😁
2026-10-20 17:06:04
1
:
sorry hako ende munhu wandakusira ndichiti anondida akandisiya ndakusuwa hako 😅😅
2026-10-24 01:54:48
2
:
iiiiii ndakutomukumbira ini
2026-11-22 20:02:20
1
:
in ndakazviita sure ndinoti ex sorry hako kwauri
2026-10-20 12:09:19
1
:
Sry hako edward ndakakurwadzisa ndichida kufadz learnmore akazongondisiya nevana 2 🫣 🫣
2026-11-26 18:52:37
1
:
😭😭😭uumm ndafunga kure
2026-10-25 21:01:45
1
:
zvokwadi ndozvandakaitaa
2026-10-20 13:13:42
1
:
mmmmm ndabatkana sry
2026-11-21 20:41:41
1
:
shuwa
2026-10-20 11:53:45
1
:
sorry hko mwana wevanhu
2026-10-22 10:03:44
1
:
andisi kzivabkwaari mazuvano
2026-11-02 18:12:44
1
:
ndinoti sorry ex wangu ndakakurwadzisa
2026-10-26 21:07:58
1
:
sorry peshy
2026-10-20 12:45:28
1
:
wangu aindida aiva asati auya sorry hako andin kumbo bvira ndakuona taingo pesa mukufamba kuno akuudza vanhu kuti ndri shamwari yake 😥
2026-10-20 11:33:12
1
:
Amen
2026-10-27 07:17:43
1
:
Ndinongoti kunevese sorry zvenyu wenyu mese chaiko
2026-10-20 10:35:00
1
:
andichataure nezita
2026-10-20 11:47:09
1
:
Sorry hako ndakakurwadzisa 2019 [Teary eyed]handizotaure zita bt dip down ndotombokufunga shuwa
2026-10-20 11:43:07
1
:
munashe sorry hako ndakafurirwa🥺🥺
2026-10-20 10:22:55
1
:
iiiii zvakaoma hazo 😢😢
2026-10-20 07:30:58
1
:
😂😂😂😂😂 perfect ndava kumama umwe wangu
2026-10-20 07:57:50
1
:
handin number yake 🤣🤣
2026-11-02 09:18:33
1
To see more videos from user @anesukudakwashe6, please go to the Tikwm homepage.

Other Videos


About