mhamha vangu vanouchika vakabatsira vanhu vakawanda nazvo asi zvangu iiiiiii hameno mwari kana pane chandakatadza dai vandikanganwira
2026-10-20 13:32:09
7
โค๏ธMamoyoโค๏ธ :
ini ndinaye mwana 1 ane 15years asi wechi 2 zvanetsa Tete handina kana kumbo bvira ndambo shandisa ma family planning asi ummmm mbereko yepiri yanetsa ๐ฅบ
2026-10-21 09:40:58
1
Mi.Kimlie.45 :
Maiweeee zvoshanda izvo yuwiii ๐คญ๐๐๐
2026-10-20 11:51:08
21
Mimie โค๏ธ :
Tete ndakamedza mhodzi yembanje now ndakuda mwana ndodii
Tete ndakamedza modzi dzembanje manje ndakuda mwana hapana chichabata ndodii
2026-10-21 06:28:03
1
Masi V Chibebe :
Ini zvangu zvaramba tete ndakungomirira nguva yamwari ndaedza zvese zvese asi iii๐๐
2026-10-20 14:14:26
1
triple L :
matwins
2026-10-20 14:19:22
1
j n p :
iyii kumberi mnje ndakaita zvakatoita
2026-10-20 15:29:15
0
p.j :
tete ini mimba ndobata ndopona at 7 months but mwana haararame 2 vana pasi please help ndisingatongzere Mwari but kuzopona vese at seven months voshaya futi here
2026-10-20 13:52:32
1
likes for likes :
ko remedy yemunhu akadyiswa
2026-10-20 12:41:59
1
tadii๐ :
inin ndokumbirawo yekuenda kunguva ndakasiya depo but handisati ndaina period yangu
2026-10-20 13:32:20
0
Ruru :
mwari nyangwe 1 hke aw b grateful ๐
ari ma remedy ndaneta
2026-10-20 13:04:10
4
Loveness Khowanyana :
zvinoshanda izvo yoo
2026-10-20 13:52:55
1
Allan Wacho @ :
ko ma twins
2026-10-20 15:26:09
2
To see more videos from user @fildah_05, please go to the Tikwm
homepage.