ndini ndichiita president wenyy soon don't worry sir
2026-10-25 23:34:03
0
father flower :
now looking Bromley pliz
2026-10-25 17:58:55
0
Mathemza68 :
problem you just talk on social media no action and the problem is going far
2026-10-21 14:24:59
4
Zimbabwe Peoples Choice Party :
uri kutaura chokwadi chaicho hondo inopera nehondo hatichisina chekutya isusu zvanyanya izvi tajamuka handei mu street munhu wese from Zimbabwe peoples choice party in coming president of republic of Zimbabwe
2026-10-21 12:41:35
14
Bekezella Nhamoinesu :
chokwadi tiriko taneta isu
2026-10-23 14:43:30
2
frestail section zw :
chokwadi ngavende vese titange kuronga patsva
2026-10-21 15:19:04
7
mpk :
kkkkkkkkk nema headphones ako iwayo 🤣🤣🤣
2026-10-21 09:48:34
3
user7587315326166 :
tel them bro
2026-10-21 08:13:54
2
baba Rutendo and Anashe :
chokwodii ndatii
2026-10-21 10:51:20
4
Charles Mushipe :
tikuzvinzwa but its not easy because pakati pedu ipapo kune vamwe vakahwanda ....aunoronga naye dzimwe nguva ndiye anokuuraya saka zvinoda mbichana mbichana kufamba kwakamba zvinobuda