@insidezimbabwe: Chitungwiza Demolition #zimtiktokers🇿🇼🇿🇼🇿🇼 #TrendingNow #zimbabwetiktok🇿🇼🇿🇼🇿🇼🇿🇼 #Harare

INSIDE ZIMBABWE 🇿🇼
INSIDE ZIMBABWE 🇿🇼
Open In TikTok:
Region: ZA
Thursday 22 October 2026 18:19:12 GMT
75150
1084
55
462

Music

Download

Comments

ajexlogistics
AJEX LOGISTICS :
in Zimbabwe buy land at your own risk
2026-10-23 15:20:51
0
rodreck.chimatira
Rodreck Chimatira :
2020 October
2026-10-23 16:06:47
0
simplexx123
Simplex@ :
yeah kuchachemwa😢😢
2026-10-23 11:01:17
0
margretrushwaya32
Ngaavongwe Mwari uyu :
Ziko dema haipo apo 💃💃💃
2026-10-22 21:03:54
9
user85691467
mcklier priest Marevangepo :
Ngavangopwanya nyika yacho yese zvakubhowa izvi..nguva yese vaivepi vachipa mastand wrong
2026-10-23 08:20:43
12
kay10478
kay10478 :
Ko masewage how far
2026-10-23 08:16:52
5
aaafricann
🦁African 🦁 :
I saw 21 October 2020 there...what's going on?
2026-10-23 00:51:04
3
milcahchaungama
Mimi :
date rikuti 21 October 2020 wani
2026-10-23 06:21:24
4
maimadolar
Mai madollar :
zvedemolition handina kuzvinzwa endai kupage kwaGerald Musara munonzwa zvataurwa neCouncil
2026-10-23 11:45:40
4
insidezimbabwe
INSIDE ZIMBABWE 🇿🇼 :
2026-10-22 18:21:01
4
azelia.semu3
Azelia Semu :
hatimbobatanai mhani chitungwiza kuvamamisa vemagrader avo vanodirei kutiuraya ne BP
2026-10-23 17:21:38
0
winilogy.lnvestme
Winilogy lnvestments :
vakauya rovesai vanhu
2026-10-23 16:53:44
0
thatgirlmajesticmamo464
Majestic Mamo :
Mharapara road ndoipi
2026-10-23 11:38:36
1
chipunzas
Mrs R :
zvakawoma hazvo.
2026-10-23 16:01:01
0
constancekabasa
Constance Kabasa :
Taneta nazvo itai zvamada cy zvamagara muchiita .kune
2026-10-23 14:51:43
0
user7772909308443
tanatswa 12345 :
izvi zvakanyora kare 2020 but Havana kupaza now vaakuchiuya manje nekuti vakazvitaura kare
2026-10-23 09:38:59
1
chelseatee4
Tendai :
atleast Ziko haiko titende
2026-10-23 14:38:51
0
racheal.c4
Racheal C :
Ummm hachisi chekare here icho
2026-10-22 22:32:25
1
thefoodfarmer
The Goodfarmer :
ndosaka chigiredha pachinouya vanhu vasingazogone kuisa appeal, zvinenge zvakataurwa makore akati wandei.
2026-10-23 12:01:04
0
lindarosethandiwe
lindarose :
hatina musha panyika
2026-10-23 13:14:48
0
mrs.m451
Mrs M :
Mmmmm tirikungoti tirimu Zimbabwe Pamwe ndo gehena racho nhai imi
2026-10-23 17:35:15
0
rebecca_mkandla
Rebecca_Mkandla :
pakaipa
2026-10-23 14:26:46
0
187bornleader
easy....e :
ko itayi henyu handiti nyika nemari ndezvenyu
2026-10-23 13:37:08
0
z.chibo
z chibo :
ziko ndokuchachemwA mirai muwone
2026-10-23 15:16:53
0
ayeesha498
Ayeeshah🎀🇿🇼 :
ndechekaree
2026-10-23 03:53:16
0
To see more videos from user @insidezimbabwe, please go to the Tikwm homepage.

Other Videos


About