@bosstate.ent22: Huyai mureurure nguva ichiripo....#BossTate Tate#

BOSS 🇿🇼TATE🇿🇼 ENT
BOSS 🇿🇼TATE🇿🇼 ENT
Open In TikTok:
Region: ZW
Thursday 22 October 2026 23:32:34 GMT
578
48
6
2

Music

Download

Comments

starwadge81
Starwadge :
ishee
2026-10-23 15:14:58
1
thabanimarowa
Thabani Marowa :
amen 🙏🙏🙏
2026-10-23 08:29:43
0
ofishawu.nezman
Ofishawu Nezman :
mhondoro chena ikupopota mudare ichiisa yeuchidzo kune vapfekwa nemweya wemagaratia
2026-10-23 05:37:16
0
babaveduthe1st
BabaVedu :
Tiri munguva yekuoneswa vaiva negodo nevamwe, vachibuditsa pachena shanje nemweya weshaisano netsino zvavaiva nazvo nanhasi worse zvinovabata, zvino muchaita sei pamuchaziva kuti dzamunoti ngirozi dzenyu dzacho hadzitorinawo zvadzinoziva, dzadzakatovanzirwawo zvikamu zvezvirimunguva nekuti kana Moses chaiye, Moses chaiye akavanzwa mudengu retswanda zviine zvinangwa muzvinangwa zvimwechete zvakasudurudzwa muzivo yezvinokunyeverai mumuzera hwazvo hunoratidza hudiki hudiki zvisaone hushe hwagadzwa kurikuenda zodzo sekuna Moses. Nhasi uno zvamuri kubva mamera mapapiro nekufarira kudonha kwevamwe mangwana muchaita sei mazoona kuti rwaiva ruchengetedzo bedzi(devine protection) bvamaratidzwa zvamaida kunzi muone nevarikumusoro kweprogram kuti mufadze moyo yenyu ine bitterness, kwete zvirimunguva yamwari munobva same ngirozi dzamunoti murikunzwa, idzo dzaka dzimirwa. Regai vakomana regai tione kuchawira tsvimbo nedowe. Handei Tino paridza rudo chete zvimwe hatina zera nemarongerwo azvo namwari ndosaka makatojambwa muhurongwa. Varipo vakafarira kuroverwa kwajeso havana kuziva kuti jeso mumwechete iyeye aaaaah ndataurisa ndataurisa and you are not ready for that information. Somethings are just older than all of us. Dai maiona zvandoona maiterama nekuzvininipisa nekuti kuzvininipisa kune pundutso musava vazivi. No one is above the program. Dzimwe inyaya dzakanyorwa kare uye chavakaziva kuti.. kugona kurava nyaya kuirava ichitangira kumashure kwainoperera(The best way to tell a story is telling it from the end) don't be fulled, it's not always what you see. Eyes can be very deceiving
2026-10-23 15:14:36
1
mobie981
Mobie❤️❤️❤️ :
🥰🥰🥰
2026-10-22 23:52:38
0
To see more videos from user @bosstate.ent22, please go to the Tikwm homepage.

Other Videos


About