@the.systemupgraded_: Baba Tobias Masedza vakange vari munun'una wa Baba Johane. Vano berekwa na Mai Effy Saziso Mugwambi nee Masedza. Paku shaika kwa va Jack Masedza, Mai Effy wano garwa nhaka na va Nikoras/ Chinokoro. Ndipo pano berekwa vaTobias ne vamwe. Baba Tobias vano tanga ku famba na Baba Johane mu makore aana 1940 kwa Samuriwo. Kubva ipapo Baba Tobias hapana pawakazo siyana na Baba Johane kusvikira mu gore ra 1973. Se zvakaita va tumwa vese, kuti Adam aka famba ne mwana wake wachi raura vangeri, Noah naizvozvo, Moses aka famba na Aaron, Abraham na Lot, Tenzi Jesu waka famba ne munun'una wavo Jude kana kuti Tedious ari mumwe we vadzidzi wavo. Zwemazvirokwazvo tinoonazve kuti Baba Tobias wakange ware mudzidzi aka nyarara (The Silent Desciple)kuna Baba Johane.

The System
The System
Open In TikTok:
Region: BW
Friday 23 October 2026 10:42:33 GMT
9400
410
0
45

Music

Download

Comments

There are no more comments for this video.
To see more videos from user @the.systemupgraded_, please go to the Tikwm homepage.

Other Videos


About