manex ko S21 FE haipinde dual sim nememory card hre or simtray rangu ndirisiro
2026-10-23 12:47:20
1
Kim boy :
ko s20 plus yangu hais kureader sim 2 sim one Boe
...yoita mariii
2026-10-23 15:21:49
0
allenandrewutete :
ndine yangu s21fe haisii kubata network zvakanaka n front camera racho robhaiza rakapimba tsvina
2026-10-23 19:40:15
0
learnmore kanyemba :
backglass replastic
2026-10-27 20:01:29
2
professor :
nhai guyz maA samsung yakapedzisira kuburutsa chii
2026-10-29 18:35:47
1
Saint TROPEZ :
Muri mkoma manex
2026-10-25 08:43:27
0
Webster kaneka :
ndioeiwo tag bro
2026-10-23 16:21:38
0
Cleopas Zvavakuru :
ndibaba ava vanogona
2026-10-23 19:21:07
0
zakariyajacob :
kut hlaa here kkkkkkk urikushanda basa
2026-10-24 04:36:01
1
Austin Madhuku :
ndiphone yanku iPhone xr yakfa changing system unoigona hre
2026-10-24 07:37:54
1
@14kinglover14 :
mukoma ndine samsung yangu wakoman wakatadza kuigadzira haisi kuita on yakadonha mumvura and ukais pacharge irikushower then yobudisa ka error inomuka here kwamuri