@mugodhi_apostolic_member: 3 Johani 1 (SHO) 2 Mudikanwa, ndinoshuva pamusoro pezvinhu zvose, kuti ubudirire,uve wakasimba, somweya wako uchibudirira. 3 Nokuti ndakafara zvikuru hama dzichisvika dzichipupurira zvokwadi yako, dzichiti, unofamba muzvokwadi. 4 Handinomufaro unopfuvura uyu, wokuti ndinzwe kuti vana vangu vanofamba muzvokwadi. #mugodhi_apostolic_member
Chateka
Region: ZW
Monday 26 October 2026 07:57:46 GMT
Music
Download
Comments
mandlopopo :
mwari ini ndaneta nevarume vevanhu nekupfimbiws nemadhara ndipetiwo wezera rangu amen
2026-10-26 18:35:50
56
anesumimie :
safe delivery to all pregnant Mothers🙏🙏🙏
2026-10-28 18:28:40
26
@gushaswenyu :
vekwamugodhi ndokudai nemoyo
2026-10-27 16:01:57
16
mai shue shue :
song inofanira kundiperekedza mumagumo angu
2026-11-02 16:02:34
1
Monday :
ndikuda song
2026-10-30 06:58:01
1
Zebron Muchavheruka :
ndinodzamirwa nayo
2026-11-02 17:52:37
2
MrPerfect :
Mugodhi for ever
2026-10-28 10:30:39
5
Manex chivasa :
masong anokomborera aya
2026-10-29 11:28:19
1
user6835540586177 :
maita basa nosong iyi inondiitira zvakanaka kana ndaremerwa[Pray]
2026-10-27 07:35:57
6
vimbaitivarai :
amen kuimba kwakanaka
2026-10-26 12:36:34
6
Nyasha Selemani :
Ndinzweiwo baba wangu 🙏🙏🙏
2026-10-28 17:18:21
2
thy Amor :
amen
2026-11-04 01:46:03
1
¥oland@ :
mwari pindirai🙏
2026-10-30 14:42:03
1
chinyaukiragirl❤️ :
Amen
2026-10-27 19:06:57
1
MJM MAROON ❤️🔥 RUGBY❤️🔥 :
Amen
2026-10-31 22:11:12
1
belindamujera :
Amen
2026-10-30 11:46:29
1
Lisa munyukwi :
Amen
2026-10-27 07:28:07
1
Mai show :
amen
2026-10-29 12:16:24
1
viola :
amen
2026-10-28 15:31:03
1
user663211826222 :
amen
2026-10-28 12:30:57
1
dester :
amen n amen
2026-11-02 16:50:09
1
gogoveva sikana :
Amen Amen
2026-10-30 08:21:00
1
Munyaradzi :
amen
2026-10-29 19:21:35
1
keila babra :
wow
2026-10-28 19:05:33
1
tanyaradzwandora6 :
amen
2026-10-27 23:56:18
1
To see more videos from user @mugodhi_apostolic_member, please go to the Tikwm
homepage.