@muhammedpundo:

Baba jay 🇿🇼 🇪🇺🇲🇫🇮🇹🇪🇦
Baba jay 🇿🇼 🇪🇺🇲🇫🇮🇹🇪🇦
Open In TikTok:
Region: UA
Tuesday 27 October 2026 13:24:38 GMT
148107
12152
513
328

Music

Download

Comments

naisonchauke
Naison🇿🇼 :
i always tell kuti munhu une nguva yako, but hatidi kuzvinzwa
2026-10-27 15:01:14
227
halland.maboyz.cl
Halland Maboyz ,Clement :
mwaari anokomborera brooo ,always give thanks to those testimonies.......things changed
2026-11-20 06:29:40
0
bossmabudee
Darlington Madondo CM :
ndaita sendaina truck re Ford ndanyatsona here 🤔
2026-10-29 04:06:35
36
ngomafidelis7gmail.com0
fidel :
RDM team rinoshaina zvaro haa unozvishora wangu [Tears of joy][Tears of joy]
2026-10-27 14:44:09
37
user63051561169210
Taltech :
My first tym seeing a Ford truck
2026-11-19 17:33:38
1
traverokennyamayaro
Traver oken Nyamayaro :
kana mawana ma blessings shandai makanyarara tsano. don't be too loud wirk in silence and show results.
2026-10-28 08:26:19
21
muxanganiwepakwekwe
MuXangani Wepa Kwekwe :
Driving Trucks thats my dream, and I am working on having all the licenses soon to be there...
2026-10-28 05:35:01
42
gahgahmellz1
Gahgah Mellz :
enjoy the grace bro, saka dzirisei nyasha 😂
2026-11-05 11:49:44
8
lloydnyama
Lloydnyama :
apa rinenge riri zi Gondo rinenge richiisirwa mazi conditions ese iwayo
2026-10-28 07:11:37
8
user4917990976703
Nellycius Hlangabeza GN29🇲🇫 :
I don't have problem with God for creating me but the angels who directed me to Zimbabwe we need to talk 😔😔😔
2026-10-29 12:30:37
5
dianacoopergmail.com
Diana Cooper :
kana muchiziva situation yacho irikuno imi makaitirwa zvakanaka chibatsirai vamwe ka nhai bro vazopupurawo.mangwana
2026-10-27 18:28:33
9
mafiatauraihaukoz
dctor Haukozi :
inonzi Zimbabwe
2026-10-27 18:47:53
7
user1068024515581
chichi :
Mwari vaitongoda kuti muende kure hama zvimwe ukaona zvichiramba ndiMwari vanenge vaita zvidaro
2026-10-28 09:18:50
9
raymee11
@Raymee :
Mhando ye ma Trucks👌👌
2026-10-28 00:27:23
13
confidence.nyamas
Confidence Nyamasvinga :
team rdm
2026-10-27 15:22:38
6
user66858088871232
Ngonidzaishe :
pawangoti Mwari uyu ndopawatopedza ipapo 🙏
2026-10-30 08:53:48
14
taku_talker
T̳a̳k̳u̳T̳a̳l̳k̳e̳r̳🧔🏾‍♂️ :
Ndona ma comments e video rako iri ra postwa paimwe page.😂 ndati wabata vanhu ma parts pawa rerutsa kuti kuno hakuna kuti retest!😂
2026-10-27 15:22:07
8
norwayvhovha
The Return🥷 :
volvo [Fire]
2026-11-15 10:12:26
2
charles.hannock
Charles Hannock :
ndipoo link baba pakaipa
2026-11-02 17:53:29
1
youngblack807
Young Black 😎 :
I love that job guys mwari ndaandibatsire ndigosvaka that level
2026-11-06 09:07:42
2
vegas2o
vegas2o :
Hehe padadwa pano😅🔥
2026-11-17 05:36:35
2
takudzwachasara
@takueNashie. :
bhutsu dzinosara panzeeeeeeeeee[Tears of joy]
2026-11-12 06:13:57
2
user1046103373127
Dee :
ini ndokuvengerai kuganza bamunini
2026-10-28 18:43:13
3
carloskamutimbe
Ashe861 :
Mwari uyuuuu muhombe bhururu tisu vamwe tirikuda kudzidhonza dzeikoko,,,naSenior
2026-11-03 21:42:06
4
prince.at.heart
Prince at heart :
Hausi kuganza wangu trucking is not a job its a lifestyle chawataura ndochokwadi chezvaiitika nezvirikuitika,tenda Mwari wangu ,nokunzwisisa ini
2026-11-03 18:27:28
3
To see more videos from user @muhammedpundo, please go to the Tikwm homepage.

Other Videos


About