I think people have to learn chonzi due diligence before building and attend court proceedings before just judging
2026-10-28 21:05:26
0
Dee :
come elections time .mova votera
2026-10-28 20:31:59
0
Lloyd Damba :
And it is the only modern building ipapo. Zanu-PF so
2026-10-28 16:04:12
84
Andrew Mutambaneshiri :
Dont worry kune vese varikupwanyirwa zvikasashamisa haasi Mwari, apa ndopavakuchizoda kuratidzwa hukuru hwaMwari. All this is happening to expose the kind of people we call authorities kuti they dont care about us. Watch the space their demise is going to be devastating, God is watching
2026-10-28 19:34:05
0
PERKINS :
pamberi ne zanu pf
2026-10-28 15:59:11
38
Banks :
No violence.. ngaangoudzwa kuti you owe council 30000 vatore rentals until yakwana n give him or her papers
Tirikuenda kupi senyika. Ndiko kuzvitonga zvizere here uko.Musaite so.
2026-10-28 16:21:39
8
centos :
Tiratidze ka building yacho ichipwanywa
2026-10-28 17:14:36
7
admire1991 :
Building iri rakatanga kushanda mhamhanje iri ende rakavakwa kudhara so my question is all along vainge vachitadza nei kuripwanya?vakuzoda kupwanya just because rakushandiswa 🥹
2026-10-28 16:26:48
8
nature :
zvaramba baba zvanhasi arova pasi asina kupwanya
2026-10-28 16:08:55
5
Mai Junior Nigel 💖💖💖💞💗💕 :
Mindione ndichivaka futy
2026-10-28 20:43:43
0
Precious Sibanda :
apa vanenge vabva kutora Mari ummm
2026-10-28 19:41:11
0
zakariyajacob :
kokungobhadharisa munhu mari mogadzirisa zvinoda kugadzirwa than kupwanya that beautiful structure
2026-10-28 20:21:57
0
CUI☄️DZ🌠IE🧭519 :
ndokuvaka kwamaireva kaa uku
2026-10-28 19:09:30
1
ben10 :
ndekupi uku
2026-10-28 18:26:47
2
Nayli Destiny🇿🇼🇿🇼🇨🇦🇨🇦 :
Vari kupwanyireiko . Hanzi zvadii veduwe
2026-10-28 18:02:00
0
man of victory :
zvakaoma
2026-10-28 16:48:53
1
To see more videos from user @nigelbegs, please go to the Tikwm
homepage.