Language
English
عربي
Tiếng Việt
русский
français
español
日本語
한글
Deutsch
हिन्दी
简体中文
繁體中文
API
Home
How To Use
Language
English
عربي
Tiếng Việt
русский
français
español
日本語
한글
Deutsch
हिन्दी
简体中文
繁體中文
Home
Detail
@radiozimbabwe: Saka Manjex na Elsie mati vanhu varimuwanano vaite sei neshamwari dze opposite sex? Ungade here kuti mudzimai wako aite shamwari dzechirume or murume wako aite female bestie ?
Radio Zimbabwe
Open In TikTok:
Region: ZW
Friday 30 October 2026 15:42:55 GMT
32805
1454
144
54
Music
Download
No Watermark .mp4 (
12.46MB
)
No Watermark(HD) .mp4 (
16.13MB
)
Watermark .mp4 (
12.46MB
)
Music .mp3
Comments
Raviro Muchuweti :
love u guys
2026-11-01 18:02:25
0
misheck manzombe :
hakuna relationship yeoposite sex,zvino putsa marriage
2026-11-01 03:47:37
0
Wellington Box :
ma limits are very important
2026-10-31 02:41:55
2
~@Baghdad :
Once bestie iyeye atovapo, chasara is comparison ne partner yako. You will see as if your bestie is better than your partner
2026-10-30 17:55:07
0
sammapope8 :
hakuna mashura akadaro
2026-10-30 18:38:58
2
Vongani Bongani :
hakunazvakadero
2026-10-30 16:13:41
4
Ronald ndingwa :
hakuna zvinhu zvakadaro kt inini munhu wangu ayite best wechirume kn kt ini ndoyita best wechidzimayi
2026-11-01 04:40:43
2
qiángzhě :
ko zvema friends ndezvei uri mumarriage ini shamwari handiidi friend yangu murume vangu
2026-10-30 17:17:10
6
Knowledge Chinhoyi :
guys monomhanya paradio ipapo hazvipere mushe
2026-10-31 14:34:34
1
user1354461746877 :
Ko zuda how far
2026-10-30 16:56:51
4
Shana🩵💙💦 :
Else l like yo voice
2026-10-30 15:59:07
0
zviko :
rega ndkuudzei chokwadi hanzvadzi dzangu ndcht anofamba nemudonzvo wenzimbe 1 day anoidya chete,ndofunga ndataurisa sorryie zvenyu
2026-10-31 04:47:00
1
Kikay Da Cutie 💓 :
manjenjenje wangu naelsie[Heartwarming][Heartwarming][Heartwarming]
2026-10-30 17:33:41
1
Mhofelas :
in zvangu handipachenesi apa
2026-10-30 17:48:36
1
user161chivende2776770050 :
hazviko zwakadaro ini handizvikwanise kuti ndive na best wechikadzi even wechirume handina wandinoti best ,wangu best mudzimai wangu
2026-10-30 17:55:08
1
Marggie Pedzisai :
Ko, bestie angadarika murume wako anenge achiita nezvei, musatambira kudeep end hama dzangu
2026-10-30 17:35:01
1
Mr PJoseph :
hazviite izvoo
2026-10-30 19:29:09
1
blessing :
bestie ariko asi anonakira kwamuri vanhu kadzi.. asi ndikaita bestie ndiri murume hamuzvigamuchire kuvanhu kadzi
2026-10-31 10:45:53
1
Alice :
pachi French zviri bhoo
2026-10-31 11:50:54
1
MahweraMushangwe :
ndi Else nani ko avo?
2026-10-30 18:11:30
1
Ngwenya Evernice aka mai Trvor :
hazviit
2026-10-30 16:24:56
1
time malimusi :
hazviite munhu ngaatambe nemunhu wake
2026-10-30 16:57:06
1
Mai vee :
hakuna zvakadero munoguma madanana zvinoitwa kumahigh schools chete kwete mavamarried zvinoguma mavaalovers
2026-10-30 16:19:49
1
@Aliegirl :
nice haircuts☺️. Anywhere best ndinaye hngu
2026-10-30 18:54:24
1
Blessed Chanhuwa :
ummm Manjenje hakuna zvinhu kana tave muwanano
2026-11-01 11:33:36
0
To see more videos from user @radiozimbabwe, please go to the Tikwm homepage.
Other Videos
Shikimori And Izumi // သက်ဆုံးတိုင်💜🖤#foryoupage #animeedit #fyp #shikimori
روبوت التنظيف من فيليبس Philips home run #philip #robotvacuumcleaner #robotvacuum
Perbahasan Perbelanjaan 2027 Peringkat Jawatankuasa Jabatan Perdana Menteri #dsk #jempolmakmur #jempolprihatin #parlimenJempol #felda
Valorant New Agent Hush Lobby Selection Animation #Valorant #fyp #valorantclip #ValorantPartner
KATERS-KT 200🔥🔥🔥 Nuevo ingreso… Cotizaciones 📲982481403 Repuestos @RASHAG REPUESTOS ⚙️ #motos #tekken #todoterreno #rashag #motosperu
#creatorsearchinsights #ethiopian_tik_tok🇪🇹🇪🇹🇪🇹🇪🇹 #yyyyyyyyyyyyyyyyyy #yyyyyyyyyyyyyyyyyy #yyyyyyyyyyyyyyyyyy
About
Robot
API
Legal
Privacy Policy