so zvaakwauri kuti iwemuteereri unoda muimbi upi, & hazvina kuipa kuve ne sarudzo. chakashata chete kuzotuka or kushoropodza muimbi wausingade nekuti kune vanotomudao. wagona hako Slayi my bro.... tanananananana,you have a good spirit towards your fellow artists 🫶🫶🫶🫶
2026-11-01 09:27:43
17
Tapiwanashe sefo :
me looking for my name kumadziro😂
2026-11-01 15:52:01
2
learnious muronga :
Mr Nice my favourate artist makapedza masports mhofu .