Language
English
عربي
Tiếng Việt
русский
français
español
日本語
한글
Deutsch
हिन्दी
简体中文
繁體中文
API
Home
How To Use
Language
English
عربي
Tiếng Việt
русский
français
español
日本語
한글
Deutsch
हिन्दी
简体中文
繁體中文
Home
Detail
@tatenda_komio: Mvana munhu asisiri mhandara
Tatenda Komio
Open In TikTok:
Region: ZA
Sunday 01 November 2026 10:52:30 GMT
62882
5016
421
197
Music
Download
No Watermark .mp4 (
1.05MB
)
Watermark .mp4 (
1.05MB
)
Music .mp3
Comments
Queen fatso :
mvana munhu nemwana
2026-11-01 12:56:07
95
shingie :
mvana ine mwana neni musikana asiri mhandara takasiyana musikana haasi mhandara hake asi pamwe pacho zamu rangu richakamira remvana yakayamwisa radonha plus kuzasi uku kwabuda dzoro wemunhu nekusati kwabuda musoro wemunhu zvakasiyana
2026-11-02 05:18:27
34
Edias Eddie Banks🤴👑 :
Regerai kunyepera vana please
2026-11-03 13:05:15
22
Madzimai Mimie :
ummm ane mwana mother
2026-11-01 14:15:24
8
Mutaul Arena 😂😂😂 :
Munhu asisiri mhandara asinakumboita mwana= Mvandara Munhu asisiri mhandara asi aakamboita mwana = Mvana
2026-11-02 08:31:44
19
@tshukslaah :
ko ane mwana asina baba
2026-11-01 12:33:11
3
Lodza :
Mvandara nemvana zvinemusiyano
2026-11-01 16:17:51
4
kunben electronics :
mvana mubvana/mumvana mvandara jekesai apa
2026-11-01 18:26:18
6
Tichafanana 🧎💦 :
But original mvana ndeane mwana kana vana
2026-11-02 03:01:54
1
#MissMolly Enterprises🤑🥰 :
this word is so deep
2026-11-02 12:36:01
1
Peace Rue :
ko mukomana akabvisa humhandara akaenda nei asina zita🤣can't u see kt zviri one sided.Its sad how the man side is overlooked
2026-11-04 12:14:36
2
Chinese wekwaMaga :
aaa no my sister Mvana munhu kadzi akazvara .
2026-11-01 21:19:42
0
BRA BOB :
mvana munhu apera basa
2026-11-04 07:07:33
3
Tinashe Nashe :
haa inzwa mvana zvadzirikuita mucomment section muno yuhwiii😅😅😅🙌🙌🙌
2026-11-05 14:27:25
7
legend 75 :
munhu asiri mhandara asina mana anonzi mvandara
2026-11-02 00:38:13
0
Alex memes official zw :
mvana munhu ane mwana
2026-11-02 09:19:03
1
Josiah Muhloro :
yaaaah but pane mvana inoita seikutaura iyo
2026-11-16 04:18:07
1
Belindah :
mvana mnhu akarara nemurume wheather une mwana or hauna as long wakarara nemurume ur mvana
2026-11-06 09:10:11
1
Tavonga Swithern Chikunya :
asisisiri mhandara asina mwana inonzi mvandara
2026-11-01 20:57:12
2
Manuel Mazinyana :
yeah chokwadi ndochatinenge tisina
2026-11-10 03:27:53
2
K.CHAFA.NDAWI :
mvana ine mwana anooneka itori nani,,,pane isina kk
2026-11-05 12:49:00
3
Teddy Bruck-Shut :
No mvana sometimes is used in derogatory terms.But mubvana especially spoken by a female parent refers to a daughter...virgin or not.
2026-11-02 07:00:43
1
nhubu98 :
mhutter yenyu vatete mvana munhu ane mwana 💯
2026-11-07 11:29:12
0
kennethfero808 :
hakuna chinonzi mvandara
2026-11-02 11:02:10
0
Nenyasha❤️ :
Mvana munhu ane mwana, mvandara munhu asisina humhandara
2026-11-02 10:00:41
0
To see more videos from user @tatenda_komio, please go to the Tikwm homepage.
Other Videos
Hộp nhạc du dương, decor phòng đẹp nha #trangtri #quatang #chill
#rust #fyp #fyporyoupage #edit #растергг @никто
【PR】OB・OG訪問をお願いする時、そのまま使える依頼文面3つ 最初の連絡って緊張するよね… そのまま送れる文面をまとめたよ! 就活の相談は無料の就活エージェントでもできた!続きはプロフから 保存しておいてね! #28卒 #就活
#دهوك_زاخو_سليماني_ئاكري_ئامیدی_هولیر #cars #foryou #fyp
About
Robot
API
Legal
Privacy Policy