@markstv267: #creatorsearchinsights #createsightinsight

MARKS TV
MARKS TV
Open In TikTok:
Region: BW
Sunday 01 November 2026 23:26:43 GMT
13066
850
260
42

Music

Download

Comments

maibb02ma
maibb :
uuuum mai Peter panebasa, speedometer yacho uuuum
2026-11-02 20:10:39
1
miriam.chisi
Miriam Chisi :
kkkkkll mai Peter kkkk ndovanoda tete ava zvopedzerana manje
2026-11-02 06:03:36
2
maivboys
shumbakadzi masybae :
uuuuuum mai Peter vane dzungu
2026-11-02 03:16:30
12
biemagumbo
Bie :
nhaimi mai Peter ndidzo pfungwa dzavo dzose here nhai
2026-11-02 04:41:13
6
chikara78682
Chikara :
mai mike havana kukwana ndazviona
2026-11-02 12:41:31
2
tanatswa6362
tanatswa💜 :
ngavaripe vanotaurisa amai ava
2026-11-02 03:15:40
9
lindamoyo585
Linda Moyo :
maii avo ka vasadaro kuda kupesanisa vanhu chiii chakadaro variko her varoora vakadaro😭
2026-11-02 03:11:58
10
mimiemashirikidzo
mimie mirainashe :
mainini rovai munhu
2026-11-02 08:56:37
1
user2081688778806
lily lee :
Mai Peter kwanai mhani imi musade kupesanisa vanhu
2026-11-02 13:10:13
3
veezata1995
veezata :
Mai Peter vanopenga chete
2026-11-01 23:55:14
9
user4391047472416
user4391047472416 :
Mai vaPeter vanotaurisa veduwee
2026-11-02 02:51:18
7
kunashemawere672
Najesu Tinosvika Chete :
mbuya ndizvozvo taurai chaiko
2026-11-02 02:27:02
1
esma06397
esma :
Mai Peter vanoripirwei nhai
2026-11-02 13:23:29
1
user6150344248330
user6150344248330 :
Hapana zvomukadzi apo
2026-11-02 06:18:02
4
rutendo.mutawu
Rutendo Mutawu :
yooooo mai Peter chiiko nhayi
2026-11-02 12:18:04
1
tsitsimaluleke
trycos m :
iiii mai avo vanotaurisa veduwee
2026-11-02 10:04:10
1
user2207639105088
user2207639105088 :
Mai Peter vanotaurisa
2026-11-02 03:09:56
4
user48253255946772
proud mother of 4 :
kkkkkkkkk kuroora tangai mafunga chokwadi sekuru sten makawana match yenyu yooooo
2026-11-02 10:44:50
1
user7932751234565
asende :
Mai peter musapesanisa vanhu
2026-11-02 09:11:09
1
matipa026
matipa :
Mai Peter kapenzi kemukadzi ummm
2026-11-02 03:34:48
2
user109701143858
bubbles :
scandal after scandal 🤣🤣☺️🤣🤣🤣love uemusoja🤣🤣🤣🤣🤣
2026-11-02 09:03:07
1
user9087574124583
mai sapiti masibanda💯 :
Ngavaripe
2026-11-02 05:33:37
1
mabhuz
BBC.07 :
idrama here iri
2026-11-02 05:52:52
1
www.anesu.1999
anesu :
kanotaurisa
2026-11-02 05:12:43
1
user4439903773830
Caroline Ruzive :
🤣🤣🤣🤣 hanzi vanga vanakirwa nelove yemusoja 😂😂😂😂😂😂
2026-11-02 04:51:13
1
To see more videos from user @markstv267, please go to the Tikwm homepage.

Other Videos


About