@crimestopzimbabwe: Harare is rolling out a new Traffic Management System, but the big question is: Should more cameras be installed across the city? 📸🚦 Will this improve road safety, reduce traffic violations and promote responsible driving, or should authorities first focus on fixing traffic congestion and improving road infrastructure? We want to hear from you! 👇 What's your take? Should Harare have more traffic cameras? #HarareTraffic #TrafficManagementSystem #Zimbabwe #RoadSafety #Harare
ku highway ndiko kuri kuda ma camera vanhu varikufa tichitadza kuziva kuti driving ipi iri kuitwa kwete kutown
2026-11-02 08:06:38
47
Rue :
thank you
2026-11-02 11:18:59
0
lyne_coconut :
Haaa zvaana ndipoo mota yako two minutes ticharega kupa vanhu
2026-11-02 07:07:03
31
Precious :
vemakombi ngavamboenda ku mamine vanonyanya chaizvo
2026-11-02 08:32:38
6
Sayi :
thanks
2026-11-02 19:00:28
0
Mommy :
Pamwe vemakombi zvingabatsire because driving dzavo 🙌
2026-11-02 07:15:52
12
makanaka🥰🥰 :
mari yangu yandanga ndichida kutenga mota ndakuidya ini
2026-11-02 10:34:17
6
TM :
haaa bot cameraz haiwaaa ndezvekunyepa izvii
2026-11-02 18:24:53
1
GOLDEN PRINTS :
team private muchapinda busy 😂😂. vema kombi vari safe 😅😅
2026-11-02 07:40:33
9
L. E. D. :
mmmm maita basa ne info
2026-11-02 12:14:47
5
tarie Dee🌹🌹 :
ini received one yuhwiii zvinhu zvacho sooo kaaa
2026-11-02 15:43:19
0
Believer❤️❤️ :
my brother anzi hauna kumira pastop sign pasina kana ma stop lines acho...paadaira hanzi wamira pasipo saka amira sei lasina ma lines acho saka toitasei
2026-11-02 18:55:18
0
michaelmukute :
mari inongo fanira kubuda kumunhu no matter what 🥲 but strictness iyi irikowo here kunedzimwe nyika? ko ma kombi ano overloader vanhu zviri safe here kuvanhu?
2026-11-02 09:42:56
0
Tman :
ko ukatanga wapedza kudya wozotaura zvinei
2026-11-02 07:16:01
5
Shanezzy :
haaaaa waita basa nyaya iyoyo ikunetsa
2026-11-02 07:05:14
5
Eng-Ray :
Ko ini ndine 5 pane porthole repana rotten row parobot chaipo randotiza chine kakudakwa chisystem ichi
2026-11-02 07:04:29
5
Tinetariro Chitoro Zhou :
2026-11-02 17:59:57
0
user8524615736101 :
thxxx broo
2026-11-02 10:00:58
3
lincoln :
more cameras and more majail
2026-11-02 11:16:18
3
Paris Marrion 🍏 :
ma camera boo coz pane ka order kakuitika so
2026-11-02 12:35:58
3
mama Kukue :
Macamera atoripo wena chero mapedestrians akugwangugwa
2026-11-02 14:01:00
2
To see more videos from user @crimestopzimbabwe, please go to the Tikwm
homepage.