@vimbs10: 🎶 POST 29 | HYMN 29 – GARAI NENI 🙏❤️ “Garai neni usiku hwasvika, Tenzi garai neni kune dima.” 🕊️ Pane nguva muupenyu dzatinonzwa tiri toga, dzimwe nguva shamwari nevabatsiri vedu vanotisiya. Asi Jesu haambotisiyi. ❤️ 🙏 Mumufaro nemumatambudziko, muchiedza nemurima, muupenyu nemurufu, tinokumbira kuti Ishe varambe vari nesu. ✨ Ishe Jesu, garai neni nguva dzose. Ivai simba rangu, chiedza changu uye tariro yangu. 📖 Hebrews 13:5 — “I will never leave thee, nor forsake thee.” 🎵 Vimbai Garwe | Hymns For Christ #Post29 #Hymn29 #GaraiNeni #VimbaiGarwe #HymnsForChrist
V.G
Region: AU
Monday 02 November 2026 08:48:46 GMT
Music
Download
Comments
nyasha mpofu :
l like this song woow
2026-11-05 17:59:15
1
Shepherd Chikanga :
Amen asi todawo ku saver toita sei
2026-11-05 11:41:51
1
Alice Mandex :
my favourite
2026-11-05 19:11:21
1
Run Hard Dream Big :
nice song
2026-11-05 10:32:40
1
deme :
wld like to have this audio but cant download
2026-11-02 16:46:12
2
Double Deee💝 :
mubatsiri wedu Garai neni
2026-11-05 04:27:38
1
mumu Tiger :
Amen ndinofunga tiri semunhuri pamunamato we manheru small groups
2026-11-05 09:14:09
1
TynaeD :
amen
2026-11-02 20:59:26
2
lashiwephiri523 :
my favourite
2026-11-05 06:33:15
1
Eloquence :
Amen 🙏
2026-11-05 04:34:09
1
Erinella Munyavi :
Amen
2026-11-04 18:38:46
1
user2614433320552 :
Amen 🙏
2026-11-05 03:36:06
1
Coks Saidi :
Amen
2026-11-03 19:57:34
1
natalietavesu :
amen
2026-11-03 17:58:43
1
deme :
wooow
2026-11-02 12:13:57
1
Mary Mutandadzi :
amen
2026-11-03 05:29:47
1
Finance Rutsvara :
amen 🙏🙏🙏🙏🙏
2026-11-04 11:15:31
1
mai Kikie :
Amen 🙏🏾
2026-11-02 17:19:10
1
Jik_Tek :
Amen
2026-11-05 09:56:02
1
pruuu :
vanities vamwe vabatsiri garai
2026-11-05 16:45:05
0
To see more videos from user @vimbs10, please go to the Tikwm
homepage.