iri ndakarimwa kubva ndichikura tichiisirwa muma cup namudhara wangu ndakazorisiya now ndakumwawo hunters gold asi kana ndakaomerwa ndodzoka futi mu circle
2026-11-03 14:04:09
0
lodza jrn shodza :
iiiii riri kuwanika kup ndisvike ipapo
2026-11-03 20:38:13
1
Mandidzidze :
Koo kune vana here
2026-11-03 15:00:42
1
Mauto Manhota :
kkkk
2026-11-04 15:31:02
0
kingrayley :
2026-11-03 22:06:57
0
vardy :
amana ndanonoka kubasa nhac nekuda kwelabel iri mwari wave naro
2026-11-04 12:11:55
0
king Jabu 🎤🎧🔥🔥🔥🔥🔥🔥🎻 :
ndiuyewo hr 🥰🥰🥰🥰🥰🔥
2026-11-04 15:11:13
0
Mwanakomana VeRusape :
Haaaa iri ndakaritadza asi Viceroy haaaaaa Ndonwa kana Company yachol yese🤣🤣
2026-11-03 22:25:52
0
Ordained Ndlovu :
location plz plz
2026-11-04 06:12:52
0
@Don Troy :
Isa location ndozodzoka ndichigeza ndabvako
2026-11-04 10:11:45
0
To see more videos from user @sirpatrick_1, please go to the Tikwm
homepage.