hiii ndaita yekey today will be my third day. ndarota matorerwe aiitwa mari yangu kubva ndiri mudiki ange achifamba ari maseasons asi handina kuona munhu aindipa mari achindibira mari yangu. ndapepuka ndichichema ndabirwa mari yangu yose haa ndachema apa ndange ndakutsvaka ange achindipa mari ndamushaiwa zvachose.
2026-11-05 15:23:35
16
user48848287815300 :
ndiudzeiwo yekey please
2026-11-06 09:26:49
0
Mónica :
Help me sister
2026-11-06 13:24:54
0
FAITH :
bhareta iro 🤩🤩🤩 but wakafananna na chings wena ,chimbondiimbirao 1 song ya chings ndifareo😹🤣
2026-11-05 18:51:58
3
Shepherd Mazhetese :
number dzenyu plz
2026-11-06 06:38:57
0
tashae :
ndokumbirawo mundi tag pa video re key
2026-11-05 20:28:38
8
Saltley_Di🦋 :
ini ndakamuka door rakavhurika
2026-11-06 05:37:07
0
mamushia mmea zwivhuya :
tte kurota murume wangu achifamba munzira yairema ini ndaimutevera ndichimudana but hana kucheuka kana kudavura kuzvika ini ndawana nzira yakanaka
2026-11-05 18:33:16
4
mamoyo mukorean :
ini ndakaiita ndakarota ndxhinokorwa tsoka
2026-11-06 14:56:30
0
Annelin :
thanks
2026-11-06 09:20:36
0
™¢¥¥~ :
kune remedy yevano rwadziwa nemusana hre?
2026-11-06 08:54:44
0
kingmupfumi01 :
ndichirimu Cloud hanzi yaitasei key nhai imi
2026-11-06 13:07:58
0
Mai chimbudzi :
ndokumbirawo kubvunza ye key inoshandiswa sei
2026-11-06 13:24:06
2
Chrissy :
haaa key ndakamuka mutsipa wakati tasaa.
2026-11-06 03:30:28
0
Mai kikie 😘 The blue 💙 :
maita basa Vatete
2026-11-05 15:15:41
4
locardia :
Tiudzeivo yekey hama dzangu inoitwa sei key
2026-11-06 14:21:07
0
tashadee@kyra03 :
ndakaita yekey my sister passed the interview God bless you