@taffy_seanhiwer: THE SILENT BATTLES MANY FACE FAR AWAY FROM HOME, MY HEART GOES TO EVERY FAMILY HURTING LIKE THIS. #family #zimbabwetiktok🇿🇼🇿🇼🇿🇼🇿🇼 #MentalHealth #zimcapetown🇿🇼🇿🇦🇬🇧🇺🇸 ##zimpolandtiktok🇵🇱🇿🇼
Mybe murume did something to her eish but why vana 😢😢😭
2026-11-07 13:31:37
0
Golide🥰🥰🥰🥰 :
😭😭😭😭 but zwirikuma shona chete srs
2026-11-07 09:51:57
1
Language Engineer🇿🇼🇨🇿🇪🇺 :
my condolences
2026-11-07 14:53:03
0
Firstborn❤️ :
Amai vevana ava vari kupi vaidi kugara nevana vavo
2026-11-07 09:12:05
1
thandeka :
painful
2026-11-07 13:53:44
0
Fadz :
pavakadzi vese uyu ari wise
2026-11-07 10:00:54
0
Mbizikadzi :
toroorwa sei vakadzi Kana muchidayi nhayi😭😭😭
2026-11-07 12:36:16
1
lepo :
nhaimi kungobvuma kurambwa once
2026-11-07 12:41:52
1
spiwe madadiraa :
varume mudzidze kuramba vanhu zvachose
2026-11-07 12:15:46
1
Mamoe99 :
ipapa mai vevana pamwe vakati ndipei vana vangu vakanyimwa💔💔💔😭😭😭
2026-11-07 12:40:25
1
noh noh🌺🌺 :
so sad...ko vimbela wacho aripi izvezvi?
sometimes vanhu let's learn kut tikatadzirana titi sorry akakosha.. some people vanekapfungwa kekut saka anondidii ...you never know achaRivenja seyi ...haa Pamwana une warwadziswa kusvika pekupedzesera💔💔💔 zvinorwadza izvi.
2026-11-07 10:18:08
0
precious Mucha :
vangu vana ndofa navo kana marriage ndakarega ndichichengeta last born form 4 .Vana mai pliz chengetai vana
2026-11-07 09:19:08
1
Mr Tee🇿🇼 🇱🇹 :
yooh saka anga ari shoffelin.
yaah pakabhayizika
2026-11-07 07:39:18
0
To see more videos from user @taffy_seanhiwer, please go to the Tikwm
homepage.