kugomo ndokuneyi mwari is everywhere unenge wanotorana nemweya yemumagomo
2026-11-07 17:40:37
2
Drysdale :
Tarie it happens even in financial management chaimo ukangodzikama unotoona kuti hapasikuda kana prayer apa, ndini problem YEKUTANGA chaiyo
2026-11-07 16:35:31
2
TRYMORE KANHEMA :
chokwadi
2026-11-07 19:23:56
1
Father Flower :
💯. vaudze 🤣🤣🤣🤣
2026-11-07 15:03:12
1
mai dion :
taura hako zvinoitika wozoti pava paya ndabhaiza ka ini
2026-11-07 12:34:30
1
charltonzhou :
very true heeeyyy. marriage has principles
2026-11-07 12:23:05
1
Kudzi | XAUUSD Trader :
Tell them🤣
2026-11-07 16:06:13
1
ImweMbeu :
kkk haureve nhema ipapo
2026-11-07 16:48:06
1
SaChrisBeeKeishaAdKim. :
Vaudze Tari kkkkkk
2026-11-07 14:26:50
2
allan :
murikutaura chokwadi kkkkk waudzei henyu
2026-11-08 07:02:46
0
gift :
coach tari big up
2026-11-07 21:15:03
0
~@Baghdad :
Madam maporofita zviri mumba mangu chaimo. I used to ask my wife kuti saka why were you wasting your energy muchinamata kugomo. Kana madzoka muine same attitude. Kumba kwangu kunotukwa munhu ndati. From vekumba kwake kusvika vekumba kwangu, zvese nevavakidzani. Apo achiti anonamatira vanhu ma demon achibuda.