@zvikomborero.mupasa: 🔥 THE BOSS HAS ARRIVED! 🔥👑 When Alick Macheso steps in, the whole place comes alive! 💃🕺 Yolla Bar, Eldorado, Chinhoyi was set ablaze! Orchestra Mberikwazvo in the building! 🔥🎸 #AlickMacheso #OrchestraMberikwazvo #YollaBar #viral #post
Zvikomborero Mupasa
Region: ZW
Sunday 08 November 2026 06:54:17 GMT
Music
Download
Comments
gary :
well plated
2026-11-08 12:25:47
0
Adansonia digitata :
ndiyani anoruka mudhara uyu
2026-11-08 08:16:08
1
dubebrighton605 :
1 munhu akatendegwa ku tamba pa basa
2026-11-08 19:38:16
0
minister :
band revanhu
2026-11-08 10:26:57
1
Knowley :
Vakachena mukuru
2026-11-08 09:40:35
1
plasmaichitenderera :
ini kana mari yese ye rent ndinodya kwa chesolojy
2026-11-08 12:00:16
0
Papa para :
ndaona boss Mwanza
2026-11-09 02:22:49
0
mama linco :
pamusoroi 😂😂itai kuti tikwanise kutora video mkoma Zviko
2026-11-08 12:41:54
0
Nava Valentina❤️ :
ndezvebasa
2026-11-08 10:45:17
0
beejay :
yola
2026-11-08 08:49:20
1
gary :
noel,noel,noel!!!
2026-11-08 12:27:39
0
TOLAZDESIGNS :
Ko monya rozotevera kwese Kwese here nepa stage chaipo Cheso munhu we vanhu uyu
2026-11-08 09:54:03
1
#War Lord :
Mapurisa akaona babawshero vachiputa Anje ngaasavasungewo please please
2026-11-08 10:10:06
1
ianrmutisi :
maphtrawo amudhara afara
2026-11-08 08:51:04
1
bossmagupuro7 :
Can i ask Macheso atombori nephone here mmmmm koz anogona kubirwa ende iye haabati homwe zvatinoita mmmmm anobatwa nevanhu munhu uyu
2026-11-08 11:47:28
0
gary :
mudhara arikufa nekuchena uyu mazuvano
2026-11-08 12:24:40
0
Ken Man Official Page :
🔥🔥🔥
2026-11-08 19:31:31
0
To see more videos from user @zvikomborero.mupasa, please go to the Tikwm
homepage.
© 2021-2026 TikWM. All rights reserved.