@torriemuchie: hongu munhu anorasika achidzoka asi now the problem is hatichaziva kwekudzokera kwacho, dai Mwari waPauro andibatsira #mwazharian #theafricanapostolicchurch #mwazharians #mwazha #mutumwa @Prophetic Pastor

G££ @®! +h!®$+¥
G££ @®! +h!®$+¥
Open In TikTok:
Region: ZW
Sunday 08 November 2026 17:39:46 GMT
1755
111
31
2

Music

Download

Comments

tanatswmutandiro06
Tana 06 :
pavana vangu uyu ndiye akapihwa zvangu 🥰🥰
2026-11-09 07:30:44
2
adienieadlai
. :
l had same confusion but hey ndakanzvengera kurikuenda chibhakera
2026-11-09 09:59:33
1
user5584985082591
Alpha :
Kkkkkk ma1
2026-11-09 03:41:33
0
taccue1940
Taku :
uyu ndiye akapihwa zvangu
2026-11-09 14:37:27
0
me_gr_mb
me@me :
Chingonopinda chero iyezvino kwakungodiwa kunamata chete kwete kutarisa zvakawanda bro
2026-11-09 10:52:03
0
dignity1844
Dignity :
So your question is,Ndomukira kupi? kkkkkkkkkk
2026-11-09 09:16:05
0
vakisairue
musikana wekwamwazha🥀🌹 :
unogona kudzichinjanisa dzese kusvika waona iri right yacho😂😂
2026-11-09 06:13:04
2
ivangeli.elakudala
Honest... :
church imwechete
2026-11-09 08:45:30
1
richardmwagura
Ack :
matenga ngaaitewo 4 kuitira vanoda kumuka vachipinda denga
2026-11-09 11:55:21
0
rue.nyamz
♥️Rue🥊Nyamz ♥️ :
😂😂😂
2026-11-08 18:37:57
0
eridha1940
Diego :
😂😂
2026-11-09 18:05:25
0
To see more videos from user @torriemuchie, please go to the Tikwm homepage.

Other Videos


About