Chokwadii home boy wataura apo chivanhu chinoda kuitwa
2026-11-25 11:51:49
1
user1009265420430 :
thank u my goat
2026-11-24 17:56:49
0
Memory ❤️❤️ :
Hero shoko mashoko makukutu thank you broo
2026-11-24 03:59:18
1
Gabriella ❤️🔥❤️❤️🔥 :
Ini ndini ndikunofanirwa kubvisa mombe yechiredzwa mwari ndibatsirei ndikwanise kuitenga
2026-11-09 17:10:16
45
JerryMdk :
What ever his saying I still don’t like him.Bro was quite all of a sudden his starting to speak up because his blesser is not there
2026-11-09 18:33:40
11
MASIE.VEE.SIMON :
ummmm powerful words and hurts at the same time
2026-11-24 19:44:14
0
triscillamawinecashton :
ma church auraya tsika nemagariro emutema
2026-11-09 11:02:37
60
Jude Bellingham :
Amen bro
2026-11-24 05:45:57
0
Auxilia 🦓🦓 :
chamunotaura ichokwadi chaizvo but unfortunately kunesu vamwe tainzi kuti zvinhu zvako zvivhurike enda unobvisa chiredzwa but as soon as ndabvisa chiredzwa life yakabva yatooma worse
2026-11-10 15:09:45
6
Primrose Basira :
really
2026-11-25 04:21:49
0
CHIHERA chashe ❤️❤️ :
So ini ndakarerwa nambuya amai vamayi kubva ndichizvarwa ndakudawo kubvisa mombe yechiredzwa ndozvifambisa seyi
But inn hank ndikunzwa kuda kumbosvava ndiri ndega zvikada ndiri davi reDhorofiya rikadonha rinototanga yaro midzi , inn vank Mai vandibaya manyama nhete in 💔💔💔😭😭😭😭😭😭
2026-11-09 18:15:32
6
user9844158667420 wangu :
ko iyo mombe yechiredzwa unogona kuenda irimombe here or Mari uye ini sa Mai ndinogona here kubvisira mwana wangu kana chibaba chisingade ndibetsereiwo
2026-11-09 19:41:00
3
Simon Mapiye :
what a naked truth from our legend J P
2026-11-10 10:29:01
4
eugenics ooocii :
very educative
2026-11-10 03:34:19
1
the viper TK :
it's true
2026-11-11 13:30:28
1
Nancy :
amen amen
2026-11-10 07:01:56
1
memory :
Chokwadi chamahara Wagwizi to the world
2026-11-21 09:13:53
2
virginiadhoromi :
well said 🙏
2026-11-09 09:59:02
3
www.expendable :
Wataura, chero ukasabuditsa album tatobho
2026-11-09 18:14:48
4
Kukue ❤️💞 :
Amen chokwadi
2026-11-09 10:16:12
0
Girls dance studio :
Amen Amen 🙏
2026-11-09 10:27:32
0
To see more videos from user @bossjacobszim, please go to the Tikwm
homepage.