@psalmistlamondydube: #creatorsearchinsights #100KPosts

Psalmist Lamondy
Psalmist Lamondy
Open In TikTok:
Region: ZW
Tuesday 10 November 2026 12:57:30 GMT
20259
2063
93
64

Music

Download

Comments

cynthia.m834
Cynthia M :
song iripo kwasara munhu wacho zvinhu zvacho ma1
2026-11-13 12:10:41
0
shaloe670
shaloe :
vanhu vacho vari srs hakuna uku. asi ini gore randinoroorwa ndongoshiedza imimi kumuchato 🥰🥰🥰
2026-11-10 13:22:46
6
mancue338
mancue :
song yavepo kwasara munhu wacho😭
2026-11-14 01:36:45
1
user8077818761837
guidemcharamba :
lovely song
2026-11-14 15:21:17
0
judithmutsatsa
Judith Mutsatsa :
Amen..nyasha ngadziwanzwe Psalmist Lamondy munondigonera nemasongs enyu🙏🙏.song ingori pa repeat😂
2026-11-10 13:48:22
2
polite.jokonya
polite jokonya :
munondigonera Baba 🙏🙏🙏rambai makadaro
2026-11-10 13:01:11
1
farie43
@farie#kkw :
tipei pressure yacho mufundisi mutinamatire tichatewo kutonakidzwa nayo zvangu song iyi yokomborera zvayo
2026-11-10 13:16:29
1
kudzanaiwekwakondongwe
kuku :
zverudo Rudo zvine Nyasha ndozvangu manje 🥰🥰🥰 Musi wandichachata ndapota aka Dj ndoke Mus wacho i
2026-11-11 05:43:06
1
mamarue188
Nomsa R.K.S.R :
inonzii song iyi
2026-11-11 03:17:21
0
betathebetterpipo
Beta(Hanzu yacho) :
🔥🔥🔥 Rambam wakadzvana
2026-11-10 13:09:25
1
piason24
Piason :
nme ye song 👏👏
2026-11-10 14:20:53
1
edwardmacheza836
Eddy cheza @ :
itirwai zvakanaka psalmist lamondy
2026-11-13 13:04:05
1
untiepee07
chihera weblack :
yatove mhirizonga ka iyi kkkk mchatituma kurasiswa kkk tichiimbira vanhu vasirivo 🤣🤣🤣 mwari ngakomborere munogona mukoma
2026-11-10 13:02:08
1
shamisochakaingesu
shamie weLiverpool❣️❣️ :
song yapo but munhu ndopasina hapo
2026-11-11 08:57:11
1
esther.kani6
Esther Kani :
Muri muhombe Dube
2026-11-11 08:17:33
1
tsitsikays2
1 Samuel 1 Vs 18 :
song yepamuchato wangu
2026-11-10 14:37:11
1
user4613193481347
loloe🥰 :
magona
2026-11-10 13:39:19
1
srukwana36
sibe*rukwana :
iri parepeat since last week.....munogona mufundisi wangu[Pray]
2026-11-10 13:34:04
1
mai.tity2
Mai Tity💓💓 :
ndini nani tirikungoyiridza pa repeat kubva paakayinzwa ,munogona mhani imi
2026-11-10 17:34:36
1
lilian.mafura.09
Lilian Mafura 09 :
I receive 🙏🏼 my marriage 🙏🏼🙏🏼🙏🏼🙏🏼🙏🏼 usazondisiyewo darling 💞💓 ndiende newe
2026-11-10 14:36:01
1
thepchumas
Eustina moyo :
kkkk tikutenda bba[Pray]
2026-11-10 13:36:48
1
maikuku407
game 🎮 :
shasha iyi masong anondikomberera
2026-11-10 14:22:35
1
chibird.meloe
chibird Meloe :
thanks mukoma ,munondigonera Mwar ngaakuropafadzei tirambe tichinzwa zvizhinji kubva kwamuri
2026-11-10 14:55:05
1
user3180611601679
Samaita :
Amen 🙏 munhu wamwari more fire 🔥
2026-11-10 14:38:41
1
pride.jimu
Pride Jimu Music :
Haaaa tikutenda Kuno
2026-11-10 13:22:32
1
To see more videos from user @psalmistlamondydube, please go to the Tikwm homepage.

Other Videos


About